Mugapu munei?
Ticha Danga NGUVA yatiri iye zvino ndeye rurasademo nekuti takapedza kunyora bvunzo. Asi hazvirevi kuti ndiyo nguva yokuswaradza. Ichokwadi tiri kuswera tichipishana naro bhora rechikweshe mumigwagwa nemumapani. Idzo nhondo
‘Chirwere chinotevedza dzinza’
Medical superitendent paWilkins Hospital muHarare, Dr Hilda Bara, vanoti chirwere cheneurofabromatosis kukura kwenyama dzemuviri zvisisina kutsarukana uye hosha iyi inotevedza mumhuri.
Ogwinhisa mukadzi nemagetsi
Cassius Mushore MUMWE mukadzi anoti murume wake anouya nepfambi kumba, omumanikidza kurara pasi, iye achirara nadzo pamubhedha wavo, uye kana akaramba anomugwinhisa nemushini wemagetsi.
‘Handiendi, ndinogarira mbambaira dzangu’
Sandy Musungata CHEMBERE yekuEpworth yakachema-chema mudare ichiti aimbove murume wayo ave kuidzinga pamba payagara kwemakore 27 mushure mekunge atora mumwe mudzimai achiri kutemwa dzinobva ropa.
Sekai naFadza voita chipfambi
CHITSAUKO 7 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Fadza anobva asvika akahuguta zvake hwahwa Irene ndokugunun’una nazvo nekuti amai vake vaigaromunetsa kana
Zivai nezvechirwere cheshuga: who
MUKURU wesangano rezveutano pasi rose reWorld Health Organisation, Dr Matshidiso Moeti, anoti zvakakosha kuti veruzhinji vave neruzivo pamusoro pekudya kwakanaka kunoderedza mukana wekubatwa nezvirwere zvakaita
Akaroverwa foni ine nziyo dzinonyadzisira
SAMUSHA wekuisa mimhanzi ine zvinyadzi mufoni yemudzimai wemuridzi anonzi akazorikitwa kunge nyoka yapinda mumba nemurume wemukadzi uyu apo vaive pabasa.
Marimirwo anoitwa mufarinya
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig KUNAYA kwemvura hakusandure maonerwo eveMet Department pamamiriro emwaka uno, nekudaro hatifanire kurasa miswe tichifunga kuti mwaka wazonaka.
DETEMBA TINZWE: KUKOSHA KWECHIKOROBHO WARASA MVURA
naTinomuda Jonga Mwanangu ita uchiteerera Usaite sedzakambo tamba nepwere,
Mitemo 10 yeroja
“CHIPOKO MUNHU” naCollette Mutangadura “Nyaya yacho (Enderero mberi):

