‘Wava kundiramba nekuti ndaremara’

Nyasha Chabvonga MURUME wekunzi akaramba mukadzi wake mushure mekunge aremadzwa mutsaona yemotokari akashaya pekupinda mudare apo chikumbiro chake chekuti mari yemendenenzi yaari kubvisa idzikiswe chakaraswa. Kelvin Shora akaendesa Fungai Samuriwo kuHarare…

‘Handisi shefu ini, nditori tsuro zvayo’

Nyasha Chabvonga MURUME wekuendeswa kudare neaimbove mukadzi wake achiti anoda $600 yekuchengeta mwana wavo mumwe chete nekuti anowana mari yakawanda sezvo ari “director” weimwe kambani uye ari kanzura uye murimi…

Cazorla akaburitswa mumutambo weArsenal

SANTI Cazorla akaburitswa mumutambo weArsenal neTottenham Hotspur nekuti ainzwa dzungu, murairidzi wake Arsene Wenger akadaro. Chizvarwa chekuSpain ichi chakaburitswa mumutambo weNorth London Derby panguva yekumbozorora (half-time) apo maGunners ainge

‘Baba mune ‘chinhu’’…‘Ndimi mapedza mhuri’

Sandy Musungata NYAYA yekurwira mugodhi wezvicherwa pakati pababa nemwana wavo, apo mubereki uyu aipomerwa kushandisa mishonga yapedza kuuraya hama, yazosvika kumatare edzimhosva. Sabi Ford akaendesa mwana wake Micheal Mapuranga kuHarare Civil…

WAG yosimudzira utano kuMbire

SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) rakapemberera zuva rezveutano nguva pfupi yadarika kudunhu reMbire, kuMashonaland Central, iro rakapindwa nevanhu vanosanganisira vezveutano nevanobatsira vanenge vasangana nemhirizhonga yemudzimba. Musi uyu, vagari

CHITUNGWIZA YAVA KUTORA MASITENDI

KANZURU yeChitungwiza inoti iri kuzotora dzimba nemasitendi, kusanganisira emachechi neemabhizimisi, zvinodarika 128 zvichitevera kusatevedzera kuri kuita varidzi vawo mitemo yakaita sekubhadhara mitero nekuvakisa

‘Mupinganjira haasi n’anga, torai matanho’

DZIMWE n’anga dzinoti murume wekwaChihota wekubatwa muHarare nguva yadarika aine zinyoka raive mibhagi mukombi, uyo ari kubheja kuti mapurisa vakamusunga aine nyoka iyi nevamwe vakaiona vachapera kuita mapofu

Ari kuchemera mukadzi . . .‘ndinobvutirwa mudzimai nenjuzu’

MURUME wekuChitungwiza svondo rapera akabongomora kuchema apo airondedzera kuKwayedza nyaya yake yekuti aibvutidzana kana kuti kugovana mudzimai wake nenjuzu.

chitunha chakabuda nepachisuvi

PAPURAZI re“Mandebvu” kana kuti Rumanda, kuStapleford pedyo neHarare, kwakaitika mashura nezviratidzo masvondo adarika. Dzimba dzinodarika 60 dzakabatira moto pakatsva mukadzi aive nepamuviri nemwana wake

MUSAMHANYE: DYNAMOS

Mukombe tinogona kuutora – Muzadzi MUTEVEDZERI wemurairidzi wechikwata chenhabvu cheDynamos FC, Gift “Umbro” Muzadzi anoti zvikwata zvinoti Chicken Inn neFC Platinum, izvo zviri kutungamira muCastle Lager Premier Soccer League, hapana…

×