Zvimwe zvikwata zviri kutitya: Coleman

MURAIRIDZI weWales, Chris Coleman, anoti zvimwe zvikwata zvikuru zviri kutya kutamba navo mumitambo yehushamwari panguva iyo vakatarisana nemakwikwi eEuro 2016. Apo chikwata chake chakatarisana nekuhwina tikiti rekuenda kumutambo uyu uyo uchatambirwa

Jake White akabuda pachena

AIMBOVE murairidzi weSouth Africa, Jake White, akabuda pachena kuti anoda kutsiva Stuart Lancaster asi hunge RFU yakafunga kuunza shanduko mumutambo werugby kuEngland. Ramangwana raLancaster riri kuongororwa zvikuru zvichitevera kuburitswa kwakaita England

‘Usandityise, ndinodanana nemasoja’

Cassius Mushore MUMWE mukadzi anoti ave kugara akazvivharira mumba achitya kurohwa nemuvakidzani wake uyo zvakare anomuvimbisa kuti anoda kumutorera murume wake waanovhaira naye. Aqualine Kawalika akaendesa Loice Tambi kuHarare Civil Court…

‘Ini ndinongori musvuuganda’

Mathew Masinge MURUME wekuda kunzvenga kubhadhara mendenenzi achiti haana mari uye ari kutochengetwawo nababa vake akanzi nedare abvise $50 pamwedzi yekuchengeta vana vake vaviri. Phoeby Chimunda akamhan’arira aimbove murume wake Victor…

— Ziva — BHAIBHERI

BHAIBHERI JOHANNES Gutenberg akanga atogadzira muchina wekudhindha kuma1450, zvekuti zvakanga zvave nyore kudhindha mabhuku akawanda. Mabhuku ekutanga-tanga kudhindhwa pamuchina waGutenberg aive mabhuku mazana maviri ebhuku rinonzi Vulgate raMusande

‘AIDS Ride’ kuchovha kukunda denda

SURYA Prakash Makarla chizvarwa chenyika yeIndia uye ari munhu ane shungu dzekupedza denda reHIV. Semhuri vakarasikirwa nemwana wemukoma wake kubva kuTB/HIV mugore ra2003 kuIndia kwakare. Mugore ra2003 mhuri iyi yakatamira…

‘Nyoka mishonga wekuromba’

Munyori weKwayedza NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti kuonekwa kuri kuita nyoka dziine vanhu, kusanganisira inonzi yakaonekwa ichidyiswa mhunga nevamwe varume vaviri kwaMurambinda, kuBuhera, mushure mekunge motokari yavo yaita tsaona, kufumuka kuri kuita…

GRADE 7: Budiriro yako iri mudzokorodzo

Ticha Danga DZOKORORO ine simba guru chaizvo mukutsvaga kukunda pabvunzo. Dzokorodzo inopa mukana uya wekusangana netumwe twakasara pose patinoedza kubatsirana kubva gore richitanga. Nekuda kwekunaka nekusimba kwedzokorodzo, tichabata twose twose…

Kushanda kwemutemo unorwisa mhirizhonga

KUDZIKWA kwakaitwa mutemo unorwisa mhirizhonga weDomestic Violence Act Chapter 5:16 nomusi wa25 Gumiguru 2007 kwakatambirwa nemawoko maviri nemapoka akasiyana kusanganisira masangano anorwira kodzero dzevanhu. Izvi zvakaratidza kukosha kwekurwisa

Chechi yadhakwa sei?

MURUME wekuEpworth anonzi SingLawyer Mushunje anoti mufundisi, isvikiro, in’anga uye muporofita mukuru kuChiedza Apostolic Church yeko. Anonwa doro rekachasu ne7 days, anoputa mbanje nebute! Achitaura neKwayedza, akati, “Zvakawanda sekuwanda kwemweya…

×