Dr Parirenyatwa huyai: Muporofita wemazino

Kingstone Mapupu MUPOROFITA wekuChitungwiza uyo ari kudzura varwere mazino kumasowe kwake musango achishandisa mawoko pasina dziviriro yekutapurirana hosha, anoti haana chekuvanza uye vebazi reutano, kusanganisira gurukota rebasi iri – Dr…

Votambura kuwana mvura yakachena

Malven Mugadzikwa VAGARI vekwaChivi South, kuMasvingo, vari kutsutsumwa nekushaikwa kwemvura yekunwa yakachena zvichitevera kufa kwezvibhorani zvemudunhu ravo izvo zviri kuita kuti vapedzisire vave kushandisa mvura yemunzizi inova ine njodzi kuutano…

‘Vanotanga moto hokoyoi’

Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda, VaClaudious Mandaza, vekudunhu reMhondoro kuMashonaland West vanoti vose vanotanga moto wesangano uyo unoparadza zviwanikwa pamwe nekukonzera gukuravhu vanofanirwa kurangwa zvakaomarara. Mambo Nyamweda vanoti kudunhu ravo vari

Obudirwa nemweya unotaura chiChina

Muchaneta Chimuka naDaphne Machiri MUKADZI wechidiki anogara kuSt Mary’s, kuChitungwiza, anoti ari kusvikirwa nemweya kana kuti mudzimu wechirume unenge uchitaura mutauro wekunyika yeChina zvisinei nekuti iye haasati ambosvika kunyika iyi. Lisa…

‘Hazvichanakidza izvi’…DeMbare ndiyo iri kungotamba yoga: Mubaiwa

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wechikwata cheDynamos Football Club, Kenny Mubaiwa, anoti nhabvu inotambwa muPremier Soccer League yadzikira zvikuru nekuti zvimwe zvikwata hazvichakoshesa kukwikwidzana. DeMbare kana kuti maGlamour Boys yave nemakore mana ichihwina

uz iri kupemberera… Yasvitsa makore 60 yavambwa… 3451 vakagashidzwa madhigirii

Malven Mugadzikwa UNIVERSITY of Zimbabwe (UZ), iyo inova chikoro chikuru uye chekutanga pakupa dzidzo yepamusoro munyika muno, svondo rapera yakaparura mbemberero dzekusvitsa makore 60 kubva yavambwa. Mhemberero dzekutanga dzakabatanidzwa nekupihwa madhigirii

MAONERO EDU: uz: Hapana chinokonesa

SVONDO rapera University yeZimbabwe yakapemberera kusvitsa makore 60 yavambwa uye kusvika pari zvino yabura shangwiti dzakawanda idzo dziri kubatsira kusimudzira nyika muzvikamu zvakasiyana. Yunivhesiti iyi ndiyo yekutanga munyika muno uye zvinofadza…

Makireshi anokosha: Professor Mavima

Tandayi Motsi HURUMENDE inokoshesa zvikuru dzidzo yekireshi, iyo inodaidzwa kuti Infant School Module, sezvo iri iyo hwaro hwefundo yakasimba yaita kuti Zimbabwe iende pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica pakuva nevanhu…

Valdes ari panguva yakaoma

MUBATI wepagedhi, Victor Valdes, ari panguva yakaoma kuManchester United zvichitevera kuudzwa kwaakaitwa kuti anofanirwa kuita gadziriro dzake ega panguva dzakasiyana nechikwata chose. Murairidzi weUnited Louis van Gaal akaisa mutemo uyu uyo…

Kupfuya nyuchi kune mari

Daphne Machiri VARIMI vanosvika 810 vakapiwa zvitupa nguva pfupi yadarika mushure mekudzidziswa kupfuya nyuchi nedonzvo rekuti vavandudze mabasa avo nekuita mabhindauko akasiyana paMount View Training Centre, kuMarondera. Zvidzidzo izvi zvakaitiswa nemapazi…

×