‘Handina mari yekubhadhara chimbadzo . . . ‘Ndotokupa Zvangu Chibhebhi’
Nyasha Chabvonga VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati akange asingakwanise kudzosera mari yechimbadzo kune murume akanga amupa asi kuti aida kumurongera kuti adanane nemunin’ina wake sechibvumirano chavo. Izvi zvakabuda…
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Sekai ava kuziva zvakasara zvichiita Mugadzi iye asipo
Ticha Tichaziva (CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mai Chipunza vanoti Sekai atsvage pfambi yacho airove ipfidze, Sekai ndokuti kungave kupedza nguva yake, aida kuratidza Mugadzi kuti haatombomunyengereri uyewo aive…
Varimi vokurudzirwa kushandisa manyowa emupfudze
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union rakakurudzira varimi kuti vashandise manyowa emupfudze muzvirimwa zvavo kunze kwekungoramba vachishandisa fetereza nedonzvo rekusimbisa ivhu ravo sezvo zvichivapawo goho guru. Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wechipiri
‘Anonditi ndakapfuhwirwa’
Sandy Musungata MURUME wekuti ari kushungurudzwa neaimbova mukadzi wake achimuti akamuramba mushure mekunge adyiswa mupfuhwira naambuya vake, amai vemudzimai wake, akatozopotera kudare. Simbarashe Nekati akaendesa Shelter Mugandani kuHarare Civil Court achiti
Mimba yaramba kubata
KUTANGA ndinoti kusimba kwamuri Tete Chipangamazano. Ndiri mudzimai ane makore 38 okuberekwa, ndakawanikwa uye ndine vana vatatu, mukuru wacho abva zera zvekuti ave kutoda kuwanikwa. Dambudziko rangu tete nderekuti imba…
Zim Cricket, Afghanistan dhuma!
Munyori weKwayedza CHIKWATA checricket cheAfghanistan chiri kutarisirwa kuuya kuzokwikwidza necheZimbabwe mumitambo yeOne Day International neyeTwenty 20 International Series munguva pfupi iri kutevera kuQueens Sports Club, kuBulawayo. Mitambo yeODI ndiyo ichatanga kubva
Voita hurukuro nezviteshi zvenhepfenyuro
Abel Ndooka SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti vari kuita hurukuro nezviteshi zvenhepfenyuro dzakasiyana zvichaona mitambo yavo ichitepfenyurwa pamhepo izvo zvisati zvamboitika munhorondo yeligi iri. Gore radarika, Northern Region…
A-LEVEL — PAFUNGE: Joe afuga rake oga
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 21 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Rudo anonzwa izwi raitaurira Chiedza kuti aifunga kuti vanhu vainge varara ndokubva aziva kuti vanhu ava ndiMufundisi Lovedale, Chiedza naWinnie vainge wauya…
Akazvara sekera mudende!
SVONDO rino ngatimbotarisana nevabereki, kunyanya vane vana vakura zvokuti hazvivashamisi kuti kana ari mukomana, vanonzwa kuti aitisa musikana pamuviri, achifunga kuti kuita zvepabonde zvinhu zvokutamba nazvo. Zvimwe chete nevanasikana. Pamwe…
Kutsiga hari izere dzungu
KWAVE kupisa kudai, kana misoro inopisa zvakare. Vamwe vanopedzisira vatakura kana kutakudzwa hari dzizere dzungu rega rega. Unozvishaya kuti ko zvava zvipi munhu ave kuita maitiro amusinganzwisise, wozvibvunzawo zvakare kuti kana…



