Rooney oti haabvi kuManchester United
WAYNE Rooney akaramba mashoko ekuti akapa tsamba yekuda kubva kuManchester United. Mutambi uyu (29) aida kubva kuOld Trafford mugore ra2010 na2013 asi anoti haana kumbobvira ataura kuti anoda kubva kuchikwata ichi.
zesa: Kudada kwevari mugomo
GUMIGURU atanga. Mwedzi unofadza nokuti gore rave kutopera, asi chinonyanyoita kuti unakidze ndechokuti ndiyo nguva yatinotanga kuona upenyu hwezvinhu zvatinombofunga kuti zvakafa. Kubva kusora, kusvika kumiti, zvose zviri
N’anga nemaporofita: pane musiyano here?
APOSTOLIC Christian Council of Zimbabwe (ACCZ) executive moderator, Archbishop Johannes Ndanga, vanoti chiporofita, mudzimu kana hun’anga hazvidyidzane zvachose uye vanoyambira veruzhinji kuti vangwarire maporofita
Vatambi vetsiva vonorwa kuMalawi
VATAMBI vetsiva vatanhatu vemumapoka akasiyana avo vari kutarisirwa kunokwikwidza kumutambo weKnock Out Malaria in Malawi, kunyika yeMalawi munguva pfupi iri kutevera vakatanga gadziriro dzavo svondo rino.
Kiriniki itsva ichabatsira 20 000 kuChingwizi
SANGANO reNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) rakabatsira mukuvakwa kwekiriniki itsva kuChingwizi, kuMasvingo, iyo inotarisirwa kuyamura vanhu vanodarika 20 000.
Kutanda botso: Muripo wekutadzira mubereki
“IWE Togarepi, Togarepi! Uri kuroverei amai vako? Hauzive here kuti ingozi yauri kupara iyo? Uchafa uchitanda botso iwe!”
B and P madadisa: Dokora
Mathew Masinge HURUMENDE iri kurumbidza chikoro chakazvimirira cheB and P Study Center chiri kuChitungwiza — icho chine puraimari nesekondari — nebasa guru rachiri kuita mukusimudzira dzidzo munyika.
Ziva: BHAIBHERI
NYANGWE afa kudaro, dare rechechi rakaramba kugashira basa raJohn Wycliffe. MaBhaibheri akanga aturikirwa naWycliffe akabva arambidzwa. Asi kwakabva kwauyawo murume ainzi William Tyndale, aive nyanzvi yezvemitauro
Siriri dema rerima
WHATSAPP yakonzeresa zvinhu zvakawandisa muupenyu hwedu. Kune makuva, kune vane mavanga nemichato yakapera, hushamwari hwakaparara, hunhu hwakafumurwa nekunyeperana kwakakonzerwa neWhatsApp.
A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo anobatwa pahuro naJoe. . . vaviri ndokubidiritsana
CHITSAUKO 21 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Joe ndipo apo anopindura achiita zvekusvotesa achiti vana vaviri vaainavo idoro raive muchigubhu chake nehasha dzaive mumusoro make ndokufamba achiuya kuna Rudo uyo anodududza…







