Khan orongera Pacquiao
MUSHURE mekunge anyimwa mukana wekurwa naFloyd Mayweather, Amir Khan ave kutarisirwa kusangana naManny Pacquiao kutanga kwegore rinotevera.
‘Dhongi harizi rekurimisa’
RIMWE sangano rinoshanda nevarimi reVoice of Domestic Animals Trust (VODAT) rovakurudzira kuti vabate zvipfuyo zvavo zvakanaka uye rinoti madhongi haazi ekurimisa sezvinoitwa nevamwe asi kuti anogona kushandiswa
‘Koshesai zvidzidzo zvemabasa emawoko’
VADZIDZI vari kukurudzirwa kukoshesa zvidzidzo zvemabasa emawoko izvo zvinoenderana nechirongwa chekuvandudza upfumi hwenyika, cheZim-Asset.
Akaita chinamira Pamota yabishop. . . achida kubhadharwa chikwereti
VANHU vaive panzvimbo yemabhizimisi yekwaDzumbunu, kwaNyamweda, kuMhondoro, vakaona bhaisikopo remahara nguva pfupi yadarika apo motokari yaive nemumwe bhishopi wechechi yekwaMwazha kana kuti African
Wenger akatsigira Ospina
MANEJA weArsenal, Arsene Wenger, akatsigira kusarudza kwaakaita mubati wepagedhi David Ospina pamberi paPetr Cech zvichitevera kukundwa kwakaitwa maGunners 3-2 neOlympiakos mumutambo weChampions League.
‘Ndine aids asi wandinodanana naye ari murima’
SANGANO reNational Aids Council rinoti nzvimbo yeNgundu, kuMasvingo, ndiyo yedzimwe dziri kutsviriridza nenyaya dzechipfambi Zimbabwe yose izvo zviri kukonzera kuparadzirwa kwezvirwere zvepabonde.
GRADE 7: Mabatirwo rondedzero nenzwisiso pabvunzo
Ticha Danga VAVHIMI pavanorongedza nhava dzavo vanenge vaine pfungwa dzemberi uko vanoenda. Vanenge vasinadi kuzosangana nematambudziko mberi apo vanenge vachishava. Naizvozvo nhava yavo inenge iine twose
Vadzidzi voratidzira matarenda
SANGANO rakazvimirira, reTertiary Institutions Festival of the Arts in Zimbabwe (TIFAZ) riri kupa mukana kuvadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji wekuti varatidzire matarenda avo ezvipo zvemabasa emawoko pamwe
Fetereza itsva yakaburwa
KAMBANI ine mukurumbira wekugadzira fetereza kubva mumanyowa yeNico Orgo yakabura fetereza itsva yepamusoro yeOrganic and Enriched Top Dressing inova yekutanga munhoroondo yayo.


