Zvikoro zvoyambirwa…Imhosva huru kushanda zvisiri pamutemo: Kateera
MUKURU wezvedzidzo mudunhu reHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vari kuyambira vakuru vezvikoro zviri kushanda zvisina kunyoreswa zviri pamutemo kuti vasiyane nekatsika aka sezvo iri mhosva inoita kuti
Dynamos 16: Highlanders 7 . . .DeMbare ndiko kuti bhora: Mubaiwa
ATSIGIRI venhabvu vakawanda vanoziva kuti pose panosangana Dynamos “DeMbare” neHighlanders “Bosso” panotsva demo pachisara mupinyi uye zvikwata zviviri izvi ndizvo zviri pamusoro pezvose pakuhwinha mukombe
Akasungwa parufu rwemudzimai wake
VANHU vaiva parufu rwemumwe mukadzi akafira kuSouth Africa svondo rapera, mutumbi wake ndokuzounzwa kuChitungwiza, vakashamiswa zvikuru apo vakavhura bhokisi ndokuona kuti chitunha chainge chisina huropi uye
MAONERO EDU: Humambo hunoda ruzivo rwemutemo
MADZISHE nemadzimambo agara achiita basa guru kumatunhu akasiyana kubva pasichigare. Basa ravo rinosanganisira kuchengetedza tsika nemagariro evanhu vatema uye mitemo yemuZimbabwe.
Utachiona hwehiv hwobhebha mune vechidiki
Catherine Murombedzi VECHIDIKI vari pakati pemakore gumi nemashanu kusvika makumi maviri nemana okuberekwa vanokurudzirwa kuti vazvibate panyaya dzekuenda pabonde sezvo vezera iri vanosvika 120 000 vanonzi vari kurarama neutachiona
Doro, bute nechivanhu: hochekoche iri papi?…‘Pasina hwahwa zvinhu hazvifambe’
POSE panoitwa mabasa echivanhu, kungava kumaruva kana mumaguta, pane chinhu chimwe chete chinonzi hachidi kushaikwa — doro kana kuti hwahwa.
Mighty Warriors yatarisana negomo
CHIKWATA chenhabvu chemadzimai chemaMighty Warriors chakatarisana negomo guru rekukwira apo chiri kufanirwa kuenda kuCote d’Ivoire kunosanga nechikwata cheko mumutambo wekurwira tikiti rekuenda
Varimi nevemakambani vakapangana mazano
VARIMI nemamwe masangano anoona nezvekudya pamwe nemakambani svondo rapera vakawana mukana yekupangana mazano ekuvandudza kuwaniswa kwekudya kunovaka muviri munyika panguva iyo Zimbabwe yakatenga
Pangiso akahwinha goridhe
SHANGWITI yemujaho wemarathon, Kelvin Pangiso, ndiye akahwina mubairo mukuru wemari inosvika US$550 mumujaho weTanganda Half marathon wemakiromita 21 uyo wakaitwa kwaMutare svondo radarika.
Muporofita tasa mugomo rinoyera
MUPOSITORI wekunzi akakwira mugomo rinoyera kwaZimunya, mudunhu reMutare, kuManicaland nguva yadarika achida kutora masimba emidzimu yemo kuti aashandise pachinamato chake anonzi akazofira pamusoro pegomo iri.











