MAONERO EDU: Kuba kwakaipa, asi iwe usauraye
SVONDO rino tine imwe nyaya yen’anga inozviti ishasha pakuranga mbavha kuburikidza nekushandisa mishonga yekuti kana munhu akabirwa akaenda kwaari, inogadzira mbavha yacho zvekuti inogona kupedzisira yafa.
Fambai zvichakanaka: Zinatha
NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti murume wekuCentenary, uyo anoti akaona varoyi vachiita musangano pamusha pake, anofanirwa kutsvaga muchivanhu zvinoreva mashura aya nechinangwa chekuti musha wake uchenurwe kubva
Mazamu ekasvava akaserera
MWANA kasvava wekuGlendale, kuMashonaland Central Province, uyo akasunungukwa zvakanaka asi ndokuzotanga kukura mazamu mushure memazuva manonwe, anonzi akapora zvichitevera kusvinwa nekutovewa nemvura inodziya
Mazita ezvinhu
TINOSHUVIRA chose kuti hwaro hwedu hwechiShona hukure kana kushanduka huchitora danho repamusoro. Danho iri tinogona kurisvika chete kana toziva zvizhinji zvakakomberedza chiShona chedu. Ndiko kusaka ndati tirodze njere
Ndinonzi Alphiey, ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana
NDINOTENDA veKwayedza ndakamuwana chaiye wandaida saka vachiri kufona pa0776 338 012 chiregai zvenyu nekuti ndave wemuridzi.
Mudzidzisi raira
Mazwi akafanana asi achireva zvakasiyana CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “MUDZIDZISI RAIRA”. Chidzidzo chino chinobva kumumwe murairidzi wepaKatsande Primary School iri kuMudzi,
Rudo anoshamiswa neinonzi imba yaJoe
CHITSAUKO 16 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Joe anokanuka apo anonzwa kuti “mubako” kwava kutoseka zvake achiti akamboona bako rine gonhi here. Ko
Musikana wekuita zvenjuzu ochata
MUSIKANA wekureurura kuti aigara nenjuzu pasi pemvura kwemakore 16 apo aishandiswa nevamwe tete vake kuita mabasa erima anoti akabatsirwa kuti asiyane nekuita uku zvekuti atova kurarama upenyu hwakanaka nevamwe.
Vana vanoroverwa kuona baba
MUKADZI wekunzi anorova vana pose pavanoenda kunoona baba vavo pamwe nekudya mari yavo yechikoro, akazodhonzerwa kudare neaimbove murume wake uyu aine chikumbiro chekuti mari yaanomupa semendenenzi
Boka yotunzvaidza vatyairi
KAMBANI huru yefodya yeBoka Tobacco Floors (BTF) yoshanda nevemarori anotakura chirimwa ichi kubva kuvarimi kuendesa kumusika uyu nedonzvo rekuti isvike zvakanaka kuburikidza nekupa mibairo kune vanenge vakunda vamwe




