‘Mainini vanotswinya tuvana’

Memory Lemani MURUME wekuzama noto nekuda kutora vana vake nechisimba avo vari kuchengetwa nemuramu wake, uyo waanoti ipfambi yemakoko, akaendeswa kudare uko kwakanobuda nyaya yekuti pose vana ava pavanoenda kumba…

Kuratidza rudo nekurova

Memory Lemani VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati kurova kwaanoita mukadzi wake inzira yekuratidza rudo rwake kwaari.

Murungu Oenda Kun’anga . . . ‘Ndinosvutiswa bute’

MURUNGU wepapurazi reKomani kuMazowe, chinhambwe chipfupi kubva muHarare, anoti anoenda mudzin’anga umo anonobatsirwa kana paine zvinenge zvamunetsa achitevedza tsika dzechivanhu pamwe nekuputiswa bute.

Mitauro yamutsa mutauro

 ‘Ngatitange taziva zvemuno’   ‘Tinodawo mitauro yevamwe’

Mvuko kana pfuta . . .JUJU INOMUTSA MWEYA WEMUFI

NECHINANGWA chekuda kupfidzisa mhondi nevaroyi, kune n’anga dzave kuisa mhiko yemushonga paguva remunhu anenge afa zvisinganzwisisike nechinangwa chekuti mweya wake ukwanise kupfuka nekukasika

Simba rangu riri muvanhu: Chinotimba

MUMIRIRI weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vanoti vatungamiriri vematunhu vanofanira kushanda nesimba munyaya dzebudiriro nekuti ndicho chikonzero chikuru

Mumwe anozviti ndiJesu

KUGURUVE kune musikana kana kuti mukadzi wechidiki ave nemakore makumi maviri achizviti ndiye Jesu uye akatotanga chechi yake.

Makuwerere eNetball tournament

ACHANGE ari makuwerere svondo rino neChishanu pachikoro cheRakodzi Secondary School kuMarondera kudunhu reMashonaland East apo pachange pachiparurwa mutambo weNash Stellar Tea Under-17 Netball

James DeGale oti akagadzirira

MUTAMBI wetsiva James DeGale anoti akagadzirira kurwa nechero mutambi anorwira muboka resuper-middleweight zvichitevera kuhwina kwaakaita bhande reIBF kuBoston svondo radarika.

Vofurufushwa nemapere

Anoumburuka mumisha zuva rakacheka nyika VAGARI vekwaNyashanu, kuBuhera, vave kugara vakabatira hana mumawoko zvichitevera dambudziko remapere arura zvekusvika pakuuya zuva rakacheka nyika.

×