NDINI JESU: MUPOROFITA
PANE murume wekuCentenary, kuMashonaland Central ari kuzviti ndiJesu. Wellington Nyangasa (46), uyo ane barika revakadzi vaviri, achizivikanwa munzvimbo iyi nezita rekuti Jesu kana
Choruwa ozvireva . . . ‘Handina daka neDeMbare’
“NDIKATARISA mwana wangu ndinonzwa kurwadziwa zvikuru nekuti aive netarenda raidadisa mumutambo wenhabvu. Asi kukuvara kwaakaita kwakamukanganisa!”
Kuti chipoko here?
CHIPOKO kana kuti dzangaradzimu chemumwe akambogara humbambo hwekwaNyamande, kwaGutu, uyo aive mukuru muchechi yeZion Christian Church asi ndokungotsakatika chipo chemakore 13 adarika chatendererdza
Shasha yeKarate yonorwira menduru
SHASHA yekarate iri kusimukira muboka reUnder-15, Harrison Karizamimba (jnr), ari kutarisirwa kunorwira kuchengetedza menduru yake yegoridhe kumutambo weZone 6 Karate Championships Under-15 kuJohannesburg,
Vana vanodawo kuziva pavamire nehiv/aids: nac
ZVISINEI kuti Zimbabwe iri kuedza nepose painogona kuderedza huwandu hwevanhu vari kutapurirwa kana kurarama neutachiona hweHIV kuburikidza nekushandiswa kwemakondomu, pachine mukaha mukuru chaizvo
Tinokoshesa vadzidzisi vekumaruwa – Mavima
HURUMENDE inokoshesa zvikuru basa revarairidzi uye iri kutora matanho akakodzera kuti vashande zvakanaka, kunyanya avo vanodzidzisa kuzvikoro zvekumaruwa uko vanosangana nezvimhingamipinyi zvakawanda.
Gadziriro dzemaYouth games dzoitwa
GADZIRIRO dzemakwikwi emaNational Youth Games egore rino ayo achaitirwa kwaMutare kudunhu reManicaland nguva pfupi iri kutevera dzakatanga.
Mupendero wewanano
Ticha Danga PAKUPENDERA chikamu chakapfuura chenyaya dzerudo newanano pane musaridzwa wandafunga kuti wakakosha kuti titaure nezvawo pane dzino nguva kuti pasava neruzivo rwatavharira panze. Takange tazunza kusvika pakunge
Zivai kuti tsivo ine ngozi
CHOKWADI nyika yasunama kana uchinzwa zviri kuitika mumamana unoti vachiri vanhu here ava kana kuti dzatove mhuka.
MAONERO EDU: Musangotevera chero maporofita
SVONDO rino tine imwe nyaya iri pamusoro pemumwe murume wekuCentenary, kudunhu reMashonaland Central, uyo ari kuzviti ndiye Jesu Kristu mwanakomana waMwari. Iyi inyaya inogona kutorwa sedambe nevamwe asi







