Nditsigei, nditurei isina magumo!

MABASA kuwanda muzvere kurarira tsenza, zvichisetsawo kana mbavha yakahwanda. Gore negore munhu anoramba achingoti, “Gwendo guno hazvikoni!” Kusvika riini? Kusvika madhongi amera nyanga ingori, “Nditsigei, nditurei; Nditsigei, nditurei!”  Asi, zvakanzi…

Maporofita akakonzeresa

Hardway Nyakuwarwa MUMWE murume anonzi akada kudzika mukadzi wake demo mushure mekunge audzwa nemaporofita kuti mudzimai uyu ipfambi uye ane utachiona hweHIV. Portia Zvarevashe akamhan’arira murume wake, Garikai Mandikoshera, kudare reHarare…

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO…Mujubheki anopa Monika shangu

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Ongororo: Enderero mberi) MuchiRungu vanoti “curiosity killed the cat” zvichireva kuti havi yekuda kuziva zvinhu kana kuona chinhu inokuvadza munhu chaizvo. Monika apo anomuka mangwanani anoyeuka…

Chabvondoka muPSL

Abel Ndooka ZVICHITEVERA kutanga kwakaita mitambo yeligi reCastle Lager Premier Soccer League svondo radarika, Kwayedza svondo rino iri kuita ongororo yekuona kuti zvikwata zvizhinji zvakambotamba sei mumutambo yazvo yechipiri yeligi…

Ennis-Hill odzoka mudariro

SHANGWITI yemujaho wekumhanya, Jessica Ennis-Hill, oti ava kudzoka kuzopinda mumijaho zvichitevera kumbozororora kwaakamboita kwemakore angangosvika maviri mushure mekusununguka mwanakomana wake, Reggie. Ennis-Hill (29), uyo anove shasha yekusvetuka zvakare,

Bvisai maticha anochiva vana

CHINANGWA chemubereki wose ndechekuti kana achiendesa mwana kuchikoro mwava iyeyo azove neramangwana rakajeka uye kuti azokwanisa kuzviriritira sezvo fundo yakafanana nechirauro chekuti munhu anozviraurira hove pane kumirira dzekupihwa. Tarisiro inenge iri

‘Hapana anoziya nenzara’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakazvipira kuti munhu wose awane zvekudya zvakaringana kuburikidza nekusimudzira zvirongwa zvekuwaniswa kwechikafu munyika. Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wemunyori mukuru anoshandira kumahofisi emutungamiriri wenyika, Deputy Chief

A-LEVEL — PAFUNGE -Annatoria anofa . . . ndokusiya anyora tsamba

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Ongororo: Enderero mberi) Zvinodimikirwa zvichinzi maererano nechiRungu ichi, vana vakanga vaita “magamiramudenga muswe wengavi” zvekuti vainge vava kutoita kupfuura sevaRungu chaivo (acting more English than the…

Varairidzi vakafumurwa

Muchaneta Chimuka NYAYA dzerudo pakati pevarairidzi nevana vechikoro dziri kuwanda mazuva ano, idzo dzimwe dzacho dziri kufumuka dzichibuda munhau. Munguva pfupi yadarika, bepanhau reH-Metro rakabudisa nyaya mbiri dziri pamusoro perudo…

Ronaldo onanga Manchester City?

VATAMBI veManchester City vanofunga kuti chikwata chavo chichada kutenga Cristiano Ronaldo, sekutaura kwaGraham Hunter. Ramangwana remutambi weReal Madrid uyu range richikurukurwa zvakanyanya mwedzi yadarika, zvichitevera kusatamba kunogutsa kwaari kuita kuchikwata

×