Ronaldo onanga Manchester City?

VATAMBI veManchester City vanofunga kuti chikwata chavo chichada kutenga Cristiano Ronaldo, sekutaura kwaGraham Hunter. Ramangwana remutambi weReal Madrid uyu range richikurukurwa zvakanyanya mwedzi yadarika, zvichitevera kusatamba kunogutsa kwaari kuita kuchikwata

— Ziva—

– MAZITA EMBEVA – KUNE mhando dzakawanda dzembeva muZimbabwe dzimwe dzacho dzinodyiwa nedzisingadyiwe, zvichienderana nevanhu uye nenzvimbo. Mbeva dziri muchikwata chegonzo uye zhinji dzacho dzinogara mumwena pasi pevhu, mumhango kana…

Ambuya nemukuwasha dhuma!

Garnet Zvimba VAMWE ambuya, amai vemudzimai, vakaomerwa nemate mukanwa apo mukuwasha wavo wavakanga vaendesa kudare akadura pachena kuti mwanasikana wavo akamuudza kuti iye ingomwa nekudaro mwana wavaida kuti achengete haasi…

‘Tsaona dzapedza kuremadza vanhu’

Muchaneta Chimuka TSAONA dzemumigwagwa ndidzo dziri kukonzera hurema hwakanyanya muvanhu kana zvichienzaniswa nehurema hwekuzvarwa nahwo kana kuti uhwo hunouya nekuda kwehurwere hwakasiyana. Vachitaura pazuva rekuparurwa kwegwaro rinotarisa raramo yevane hurema muguta

‘Kubhinywa kwevana harisi roora’

MUAFRICA vanasikana vanosvika 14 miriyoni vanomanikidzwa kupinda muwanano vasati vasvika zera rekuroorwa. Zera rekuroorwa rinosiyana zvichienderana nenyika. MuZimbabwe, mwanasikana anotenderwa kuroorwa ava nemakore gumi nematanhatu. Kunyikawo

Mudzimai apandutswa neMbare

KUNA tete Ndiri murume ane makore 38 ekuberekwa, ndakaroora uye tine vana vatatu tichigara kumusha. Kutanga gore rapera kusvika zvino ini nemudzimai wangu hatisi kunyatsowirirana. Izvi zvakatanga apo mudzimai wangu…

Tsenzi yaitsvaira mumba

Kingstone Mapupu MHUKA inodaidzwa kuti tsenzi — pachiRungu ichinzi “cane rat” — yakasiya vagari vemumwe musha uri kwaGwangwawa, kuRushinga, vasina nechekutaura apo inonzi yakaonekwa ichiunganidza dota raiva muchoto

‘Nyachide anondisvipa pose tinoonana’

Garnet Zvimba NYACHIDE wekunzi anopfira mate pasi pose paanoona vahosi vake pamwe nekuvati ipfambi akazochechuka amiswa mudare nemukadzi mukuru uyu.

Chitungwiza Hospital ichavhiya itsvo

Muchaneta Chimuka CHIPATARA cheChitungwiza Central Hospital chinotarisirwa kunge chichizarura chikamu chekuvhiya itsvo gore rino risati rapera rinova danho richabatsira zvikuru varwere veitsvo munyika muno avo pari zvino vanonorapwa

Muti wakatemwa ukamuka

Daphne Machiri naMemory Mangombe VANHU vakaita chipata-pata kuende kupurazi reNewpark riri kuMt Hampden pedyo neHarare mushure mekufamba kweshoko raiti kune muti wemupuranga uri panzvimbo ine makuva uyo wakapunzwa nemhepo, vanhu

×