‘Zifa mahumbwe’
Abel Ndooka VATSIGIRI vechikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors kubva kumativi mana enyika vari kudya magaka mambishi pamusoro pasangano rinoona nezvenhabvu reZimbabwe Football Association (Zifa) nekutadza
IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kudya nebhizinesi rechiporofita
Ignatius Mabasa HANDISI kuziva kuti chawanda maporofita here kana kuti inyoka. Asi nyaya dzandiri kuverenga dzemaporofita ane chekuita nenyoka, kana kuti anenge achinzi akabata nyoka dzawandisa.
Kutama: rwendo rwemakore 100
Muchaneta Chimuka CHIKORO cheKutama Mission, icho chiri kwaZvimba kudunhu reMashonaland West, chichapemberera kusvitsa kwacho makore 100 kubvira pachakavambwa nemusi weSvondo 22 Kurume.
Guvhudende nechivanhu
Muchaneta Chimuka “KANA ndikafa ndinofanira kunovigwa kumatongo kumusha kwangu kunova kwakasara rukuvhute rwangu.” Aya mashoko anogarotaurwa nevanhu vakawanda zvinova zvinoratidza kukosha kwerukuvhute mutsika nemagariro
Warren Park – Malbereign yakadadisa
Abel Ndooka DUNHU reWarren Park-Malbereign ndiro rakahwina mumukwikwi eNational Association of Primary Heads, Harare Metropolitan Physical Education and Athletics Competition ekumhanya ayo akaitwa kunhandare yeNational
Chembere yakaedzerwa iri musvo
Kingstone Mapupu YAKAVE batai batai pakamba yemapurisa yekwaNyamweda, kuMhondoro, svondo rapera apo vanhu vakaita chipitipiti vachida kunoona imwe chembere yainzi muroyi ainge aedzerwa mushure mekunge mukadzi uyu aonekwa
Sangano ropa miti kuvarimi vefodya
Kingstone Mapupu RIMWE sangano rakazvimirira roshanda nevarimi vakasiyana, zvikuru vefodya, mukuvakurudzira kudyara miti zvichitevera kuparadzwa kuri kuitwa masango uye rine chinangwa chekuti kunge kwadyarwa miti inokwana 100
Baba vevana 15 vokwangwaya
Garnet Zvimba MUZVINHABHIZIMISI wekuita vana 15, uyo akaendeswa kumatare nenyaya yekusachengeta vana, akachema-chema achiti zvinhu hazvisi kumufambira zvakanaka sezvo ari kukwangwaya nekuda kwemhuri huru iyo
‘Varimi vadiki ngavatsigirwe’
Muchaneta Chimuka HURUMENDE pamwe nemasangano akasiyana yakakurudzirwa kutsigira zvizere varimi vadiki avo vari kusangana nematambudziko makukutu zvichitevera kusanduka kwemamiriro ekunze uko kuri kukanganisa goho.
Mitambo ye2015 castle lager PSL
Match Day 1 Match Day Two Triangle FC V Hwange FC Tsholotsho Pirates FC V Highlanders FC Chicken Inn FC V Flame Lily FC Harare City V Chicken Inn FC…











