‘Chirwere chinotevedza mumhuri’

CHAMANGWIZA weQueen Mary Bio Tech Laboratory Medical Institute, Dr Takudzwa Mutsvanga, vanoti Neurofibromatosis kukurura kwenyama kana tsinga zvisina kutsarukana.

“Uku kumera kwenyama uye kazhinji zvinobva mumhuri zvichitapuriranwa kubva sezvakaita kuna baba zvichienda pamwana.

“Kumera kwenyama idzi kunokanganisa kufamba kweropa uye kazhinji dzinogumisira dzava nechirwere chegomarara nekudaro dzinofanirwa kuti dzinge dzichichekwa kana kupiswa,” vanodaro Dr Mutsvanga.

Vanoti zvakakosha kuti chirwere ichi chirapwe apo chinenge chichiri kutanga.

Related Posts

Makororo aba motokari kuKwekwe

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemotokari yakabiwa mumugwagwa Kwekwe-Chiundura, pedyo nemugwagwa unoenda kuMlezu. Nyaya iyi inonzi yakaitika nomusi wa20 Gunyana nenguva dza4 manheru apo…

Akazviuraya adyiwa neKandege

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuGokwe, mudunhu reMidlands, akazivisa nezvemurume wechidiki anonzi akazviuraya nekunwa muchetura mushure mekudyiwa mari yebasa nenjuga yeKandege. Kuzivakwashe Gava (22) — uyo aibva kwaSabhuku…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×