Aya mashoko ekutanga panenge pachitaurwa nyaya, kana kuti anoiswa kokutanga kwebhuku kana chimwewo chinyorwa.
Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka
Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…




