Kutama yoronga zveyunivhesiti

Muchaneta Chimuka
KUTAMA Mission iri kuramba ichisimukira uye pari zvino pachikoro ichi pane hurongwa hwekuti pavakwe yunivhesiti.Murongi vari zvekare mukushi wemashoko pachikoro ichi, Brother Aaron Mazhambe, vanoti vari kutarisira kuti hurongwa hwekuvakwa kweyunivhesiti iyi hunotanga gore rino risati rapera.

“Tine hurongwa hwekuvandudza dzidzo kubudirikidza nekuvaka yunivhesiti kutanga gore rino. Izvi zvichabatsira mukusimudzira dzidzo nekubura zvekare vanhu vachange vachishandisa hunyanzvi uhwu mumakambani makuru munyika,” vakadaro.

 

Related Posts

Varume vana vasungwa nemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuMidlands akazivisa nezvekusungwa kwevarume vana nokuda kwemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa. Inspector Emmanuel Mahoko, vanove mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands, vanoti varume ava vakasungwa mushure…

Makore 15 mujeri abata murwere wepfungwa (16) chibharo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 54 okuberekwa wekwaMutare akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 15 mushure mekubatwa nemhosva yekubata chibharo, kaviri kose, mwanasikana ane makore 16 ekuberekwa uyo anova murwere wepfungwa.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×