Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37. Ndinodawo mukadzi akaperera. Ndibatei pa0713 867 886.
****************
Makadini veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 27. Handisi pamushonga. Ndiri kutsvakawo mukomana ari kuda zvekuroora ane makore 27-40. Ndinobatika pa0771 869 794.
****************
Makadii? Ndiri mukadzi ane vana vaviri uye ndine makore 33. Ndinotsvagawo murume ari kuda zvemba asiri pamushonga. Vandifarira vanondibata pa0778 119 788.
****************
Ndiri mudzimai ane makore 38. Ndinotsvagawo murume wekuvaka naye musha ane makore 42 kusvika 48. Matsotsi kwete. Zvakawanda totaura pa0715 267 084.
****************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28. Ndine mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo mudiwa ane makore 20 kusvika 26 uye ane mwana mumwe chete. Andida anogara muHarare ngaandibate pa0717 800 593.
****************
Ndiri mukadzi ane makore 33. Ndinotsvagawo murume wekugara naye ari pamushonga nokuti ndiri pamushongawo. Ndine mwana, saka ndinodawo ane vana vake. Vanoda nezvangu, ndibatei pa0782 849 848.
****************
Ndiri mukadzi ane makore 42 ane vana vaviri. Ndinodawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 45 zvichikwira ari pamushonga. Nhamba yangu i0712 709 640.
****************
Ndiri murume ane vana vaviri. Ndinodawo mudzimai ane zvaanoita muupenyu. Nhamba yangu yenhare i0771 241 007.
****************
Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 42 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 34-37. Ndiri pamushonga, saka ngaave ari pamushongawo. Andifarira ngaandibate pa0717 395 893.
****************
Ndine mwana mumwe chete uye pautano ndiri negative. Ndinoda murume akaperera, ane makore 45 zvichikwidza. Nhamba yenhare i0782 252 540.
****************
Ndiri murume ane makore 35. Ndinodawo mukadzi wekugara naye ari pachokwadi ane mwana mumwe chete. Ini ndine vaviri. Ndinobatika pa0718 118 720.
****************
Makadini henyu? Ndiri mudzimai ane makore 38. Ndinotsvagawo murume ane makore 45-50. Ndine vana vaviri. Ndaneta nekufonerwa nevarume vevanhu. Akaperera uye asiri pamushonga ngaandibate pa0771 239 590.
****************
Ndiri mukomana ane makore 27. Ndinotsvagawo mukadzi. Nhamba yangu i0716 964 383.
****************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 ane vana vatatu. Ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 25 kusvika 30 uye asiri pamushonga. Ngaave nemwana mumwe chete kana asina. Kune vanoda, ndibatei pa0777 569 440.
****************
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 45. Ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ari muHarare. Nhamba yangu i0779 669 406.
****************
Ndinodawo mudzimai wekuroora akanaka, mutsvuku kana mushava. Ngaave ane makore 20 kusvika 50. Ndine makore 52. Andida ngaandibate pa0784 532 461.
****************
Ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25. Akazvipira kuenda kunovhenekwa ropa andifarira ngaandibate pa0789 109 430.
****************
Ndiri murume ane makore 47. Ndinodawo mukadzi wechidiki ane rudo, tsitsi neunhu. Ari pachokwadi uye akazvipira kuzoongororwa ropa tose, ngaafone pa0779 373 062.
****************
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23. Ndinotsvagawo musikana wekuroora asiri pachirongwa ane makore 18-21. Ngaave ari pachokwadi. Nhamba yangu inoti: 0715 172 653.
****************
Ndinotenda nechirongwa cheTishamwaridzane, ndakazowanikwa. Nokudaro, vose vainditsvaka pa0780 456 168 musasafone henyu.
****************
Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 30-45 asiri pamushonga. Ngaave ane mahips akakura uye anogona kutyaira motokari. Andifarira ngaandibate pa0781 160 998.
****************
Ndiri kutsvakawo mudzimai wekugara naye ane makore 20 kusvika 29 ari pamushonga. Nhamba yangu i0718 219 932.
****************
Ndiri murume ane makore 44. Ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 24-34. Anoda zvemusha ngaandibate pa0786 137 497.
****************
Ndiri murume ane makore 50 uye ndiri pachirongwa. Ndinotsvagawo mukadzi kwaye, kwete tsotsi. Ndapota, ndibatsireiwo. Nhamba yangu yenhare inoti: 0776 427 257.
****************
Ndinodawo mudzimai wekugara naye mumba asiri pachirongwa. Nhamba yangu i0772 432 724.
****************
Ndiri murume wemakore 50 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvaga mukadzi ane makore 49 zvichidzika. Anoda kugara kumusha aine vana vake andifarira ngaandibate pa0786 718 479.
****************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39 uye ndiri HIV positive. Ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 25 kusvika 35 ari HIV positive. Ngaave ane vana vaviri kana vatatu, achigara kuManicaland. Zvizhinji totaura pa0775 797 013.