Kwayedza
Vakawana guva rehama raiswa dombo nevasingazivikanwi
Kingstone Mapupu MHURI inobva kwaZamuchiya, kuChipinge, yakashamiswa zvikuru uye kukahadzika apo vainge vaungana kuGranville Cemetery, kunonyanya kuzivikanwa nezita rokuti Kumbudzi, vachida kuisa…