‘Yunifomu kuvhasiti bodo’

Muchaneta Chimuka

VADZIDZI vekumayunivhesiti nemakoreji pamwe chete nevabereki vari kupa mafungiro avo pamusoro pechikumbiro chakapihwa nekomisheni yeZimbabwe Gender Commission (ZGC) kuti vadzidzi vechidzimai vekuzvikoro zvepamusoro izvi vange vachipfeka mayunifomu kuitira kuti vasashungurudzwe nenzira yebonde.

Kwayedza inoita ongororo pamusoro panyaya iyi ndokuona kuti vadzidzi vechidzimai vari kupokana nazvo asi vamwe vechirume vari kuwirirana nepfungwa iyi.

. Onai nyaya izere muKwayedza resvo

Related Posts

Baba vazvisungirira vaita makunakuna nevanasikana vavo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 50 ekuberekwa wemubhuku raParowa kwaMambo Marange, kwaMutare akawanikwa akafa svondo rapera munyaya inofungirwa kuti akatora upenyu hwake mushure mekunge anetsana nemwanakomana wake uyo aimupomera mhosva…

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *