— Ziva —: DENGU

Dengu mudziyo wakakura wekutakurisa zvirimwa kana zvakohwehwa muminda. Varimi vemichero kunzvimbo dzakaita sekwaHonde nekuChimanimani vanoisira michero yavanokohwa mumazidengu. Dengu rakakura zviri pakati nepakati rinonzi dengwana. Nekuti dengu raiisirwa zvakohwewa, rotakurwa kuenda kumba, kutengura chiito chinoreva kutakura. Kutengura kuchibva pana dengu. Saka chimbo chekuti “Chomutengure” chakaimbwa kureva ngoro kana kuti chikochikari. Chava chomutengure vhiri rengoro.

 

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *