O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Muchineripi anorwisana naChandafira

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Endererero mberi) Enzaniso tinodziona dzichishandiswa zvekuti. Tinobva tanyatsa kuona kuti Revai ainge ava nenyota yakaita sei apo

Presidential Scholarship: ‘Vadzidzi tichavabatsira’

HURUMENDE iri mushishi kutsvaga mari yekuti vadzidzi vari pasi pechirongwa chePresidential Scholarship Scheme vange vachikwanisa kupedzisa zvidzidzo zvavo zvichitevera matambudziko ekushomeka kwemari

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

PANE NYAYA

SVONDO rega-rega vana vechikoro nezvikoro zvenyu munogona kuzvihwinira bhuku raIgnatius T. Mabasa rinonzi “IMBWA YEMUNHU”.

MADIMIKIRA NASEKURU MAN’ORO

MUTSIKA dzedu tine zviitiko nezviratidzo zvatinoti tasangana nazvo toti zvinoshura.  Mashura aya tinoatora sokuti ari kutoreva kana kudimikira chimwe chinhu chatinenge tichazosangana nacho.

Duramazwi

MAMHEPO — Ichi chinogona kuve chirwere chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere. Mamhepo zvinogona kureva zvakare kuita zvinhu zvisina musoro zvisingatarisirwe nevamwe.

Zvikoro 2000 zvichavakwa

HURUMENDE ine hurongwa hwekuvaka zvikoro 2 056 munyika yose kuti zvinge zvichikwanirana nehuwandu hwevana.

DETEMBA TINZWE: Tsika dzaminamiswa

naShyleen Makona Tsika! Tsika! Tsika! Dzinodikanwa! Veduwe-e! tsika dzominamiswa. Vana vanhasi vorasikirwa noupenyu, Ndava kushaya tsika. Vana vanezuro mbanje voputa Nezvinodhaka vonwa, Mhaka kushaya tsika dzakakwana. Isu vana veZimbabwe toshoresa…

‘Izvi zvinoshamisa chokwadi!’

“IZVI zvinoshamisa,” mutevedzeri wegurukota rinoona nezvekubuditswa nekukushwa kwemashoko Cde Supa Mandiwanzira vakakanuka vachinzwa kuti Zimbabwe yainge yagovera makondomu evanhurume anosvika 28

‘Izvi zvinoshamisa chokwadi!’

“IZVI zvinoshamisa,” mutevedzeri wegurukota rinoona nezvekubuditswa nekukushwa kwemashoko Cde Supa Mandiwanzira vakakanuka vachinzwa kuti Zimbabwe yainge yagovera makondomu evanhurume anosvika 28

×
×