‘Ndipe $400 yekuti ndini ndakakuzvara’
MUDZIMAI wekubuda muKwayedza nguva yadarika achiti ane munyama wakakomba kudarika munhu wese muZimbabwe, akadzoka zvakare achiti anoda kuti mwanasikana wake, uyo waanoti agarika zvakanyanya, amubhadhare US$400 yekumuchengeta kwaakaita. Mai Lucia
‘Imhondi yemurume iyi’
MUDZIMAI wekugarorikitwa nemurume wake, uyo anonzi anogarisa zitsvimbo pasi pemubhedha iro raanomuzvakatsa naro pamwe nekumupimira chikafu, akazofunga kukwidza nyaya iyi kudare. Gloria Gweshe akaendesa Kudakwashe Kataka kuHarare Civil Court achiti
Vorwira musha
CHIREVO chinoti, “Sakunatsa ndiye sakubaiwa” chakazadziswa apo mumwe mukadzi akachema-chema mudare achiti ava kudzingwa pamusha waaichengetedza nemuridzi wawo mushure mekuuvakisa. Spiwe Midzi akaenda kuHarare Civil Court achida gwaro redziviriro apo
Vonetserana foni ye$80
CHIMBO chekuti vanobhosha “MaSuspects” icho chakaimbwa naKelvin “Killer T” Kusikwenyu chakazadziswa apo mumwe musikana akatengeserwa nharembozha isingashande zvakanaka izvo zvakazoita kuti nyaya iyi isvike kumatare edzimhosva. Tafadzwa Mashozhera
Vana ngavawaniswe mikana yakaenzana
PANE chirevo chinoti kana munhu akakukumbira hove usamupe asi mupe chirauro kuti agozokwanisa kuzviraurira oga. Izvi zvinenge zvichiitirwa kuti munhu asajairire kungogara achingoitwa zvinhu zvekupihwa asi kuti azvishandire zvinova zvinozomupa…
‘Vanobata chibharo hokoyoi!’
BAZI rezvemitemo nenyaya dzeparamende riri mushishi kuvandudza mitemo kuitira kuti avo vanenge vabatwa nemhosva dzekushungurudza vanhukadzi varangwe zvakaomarara. Mashoko aya akataurwa nemunyori mukuru webazi iri, Mai Viginia Mabhiza, nguva pfupi…
Zvizvarwa zveMalawi, muriko here uko?
KUNE dimikira rinoti natsa kwawabva, kwaunoenda usiku, kana kuti ziva kwawakabva, mudzimu weshiri uri mudendere! Nemusi weSvondo, 6 Chikunguru nyika yeMalawi yakapemberera makore 50 yawana kuzvitonga kuzere, kuzvitonga kwayakawana kubva…
Pane chipo apa! -Kasikana keForm 1 koshura mare -Kokwenya mbira zvinonwisa mvura
TENDAI Mavengeni (13), kasikana kepachikoro cheMabelreign Girls High, muHarare kari kuita mashura nezviratidzo muzvidzidzo zvakasiyana nevamwe. Mwana anokwenya mbira zvinodadisa iyeye! Gwenyambira wechidiki uyu ari kushura mare zvekuti anoratidza kuti…
Mamwe mayunivhesiti achavakwa: Gandawa
HURUMENDE iri kushanda nesimba mukuedza kuti purovhinzi yoga-yoga munyika ive neyunivhesiti nechinangwa chekuti vadzidzi vawane fundo yepamusoro. Mashoko aya akataurwa nemutevedzeri wegurukota redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kwemishina, Dr
‘Koshesai mitambo muzvikoro’
ZVIKORO zviri kukurudzirwa kuti zvikoshese mitambo yakaita semadhirama sezvo vamwe vana vaine zvipo zvinokwanisa kuzovawanisa raramo mune ramangwana ravo. Kurudziro iyi yakaitwa naEducation Officer (Arts and Culture) weMbare-Hatifield District, Mai…











