CHISHONA CHANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana

Mhando dzezvirimwa

Ticha Danga PAYA panotinhira mvura yekutanga kuturuka vanhu vanoita chipatapata chekuunganidza mbeu kuitira kuzodyara nguva iripo. Mukuunganidza mbeu kwavanoita vanotora dzemhando dzakasiyana zvichienderana neminda inenge ichida kurimwa. Rimwe gandiwa

Mambo anoti Revai ataure nyaya yake

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 4 (Ongororo: Enderero mberi) Mbonje iya yekutekeshwa netsvimbo kwakaitwa Revai naMazvikokota inozvimba kuti tuku izvo zvinonzi yaiva yazvimba “senyundwa yehandira” (50). Zvinhu zvainge zvasarudzwa kuitwa naRevai zvaitoda…

Kamukombe anotandwa nemudzimai waGeorge

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 7 (Nyaya yacho) Mangwana acho George naMusekiwa vanoenda nemuriwo kuKaroi, George ndokupfuurira kuenda Chinhoyi kunogadzirisa motokari ndokuzoenda nebhazi kuHarare kumuzukuru wavo Andrew. Kamukombe akadhakwa manheru acho anoenda…

TETE: Amai ndiudzei baba

KUNA tete Ndiri mukomana ane makore 21 okuberekwa. Ndinogara nevabereki nehanzvadzi mbiri. Mwedzi mina yadarika ndakanzwa amai vangu vachitaura parunhare. Apa vaitaura maererano nokuti ini handisi mwana wababa vandiri kugara…

TETE: Mari yangu yemendenenzi iri kuitiswei?

KUNEMI tete Ndiri murume ane makore 35 okuzvarwa. Dambudziko rangu rakamira kudai: Ndakanga ndakaroorana nemudzimai wangu makore maviri apfuura asi kuparadzana kwatakaita vana vanga vasati vakura, uye akaenda navo vari…

Kugadzirira rufu: Kutongwa nenyika mbiri here?

CHIVANHU munochida, asi chizvino-zvino chakugarai matunduru, kukusungai mbiradzakondo chaidzo. Rufu nehurwere zvapfumisa vakawanda vakapinda mumabhizinesi okurapa nokuviga vafi zvine chiremera.  Kunyange zvazvo mafungiro nemaitiro ave kuenda

Kusaoneka kwehiv hazvireve kupera kwayo

MUHUPENYU zviri nyore kuti makorokoto kumwana anenge azvarwa kwete iye wega asi kupembera nekufarira vanhu vaviri wekutanga anova amai nekuti mutoro mukuru kutakura nhumbu kwemwedzi mipfumbamwe nekuti vamwe vanorasikirwa nehupenyu…

Kubika muswe wemombe

Kenneth Chikeya Zvinodiwa kushandisa: Poto kana pani Mugoti, chipunu, banga Matomatisi, hanyanisi, makarotsi Munyu, mafuta Matomatisi akagaiwa zvipunu zviviri, Nyama yemuswe Mabikiro: Tora poto kana pani woisa pamoto, isa mafuta…

Fembera-fembera

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira mukuru uye akakumba mibairo yakawanda mubasa rake. Mhinduro chaiyo ndeinoti MUKUDZEI “JAH…

×
×