NDINI UYO: AMANDA Ngoma
Ndine makore 21 okuberekwa uye mutupo wangu ndiMachuma. Ndine vanakomana vaviri, Roy naRayn. Ndinovenga vanhu vanoita sevanondifarira ivo vasingandide uye handina hukama nevanhu vanoda kutarisira vamwe pasi zvisinei kuti vanowana…
Zimplats inokoshesa utano hwemushandi
ZVINOKOSHESHWA nevanhu zvakasiyana-siyana asi kambani inochera platinum kuNgezi yeZimplats inoti mushandi ndicho chinhu chekutanga chinokosha zvakanyanya kwairi. Izvi zvakakaziviswa nageneral manager wekambani iyi, VaTakawira Maswiswi, svondo rakapera
Vakakumba mibairo yeVaseline
Sandy Musungata AKANGE ari makuwerere kuOverspill, kuEpworth svondo rapera uko vagari veko vakakumba mibairo mumakwikwi eVaseline Winter Warmer Promotion. Mibairo iyi yaisanganisira chitofu chegas, generator, maayini, maketero nemafuta eVaseline, ayo aipihwa…
Kubika nyama yehwai zvakavandudzwa
Kenneth Chikeya Zvinodiwa kushandisa: Chikari, poto kana pani Mugoti, Chipunu Banga, nyama yehwai Matomatisi matatu Hanyanisi imwe chete Munyu Mabikiro: Tora nyama yehwai wocheka muzvidimbu zvakanaka, suka matomatisi nehanyanisi wocheka…
Ndinosema vasikana
KWAMURI TETE Makasimba here tete? Ini ndiri mukomana ane makore 28, handisati ndaroora. Dambudziko rangu nderekuti ndinosema vasikana. Ndinogona kutoita hushamwari nemusikana hwakasimba, asi pandinozoda kusvitsa shoko, moyo wangu unobva…
Ndinoroora sei vanhu vachindidai?
KUNA tete Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa. Ndakambogara nemumwe musikana tikaita mwana asi takanetsana iye ndokuenda kumba kwavo nekuti aiva asina rukudzo nevabereki vangu uyezve iniwo wacho ainge asingandione…
Kugocha kunoda kwaamai . . .
KANA zvinhu zvave kuitika maitikiro azviri kuitika aya, ndipo paunotanga kuburitsirwa magwaro matsvene, woudzwa kuti tave kurarama mumazuva okupedzisira. Vamwe vangaone Zimbabwe sechitsuwa, zvokuti kana vozhamba nezvavari kusangana nazvo vanofunga…
Imbwa yakapfeka sutu
KUNE vazhinji vanoti kana vakaverenga musoro webhuku rangu voshamisika kuti ndaida kumboti kudii pandakanga ndichiti “Imbwa Yemunhu”. Imbwa yemunhu ienzaniso kana kuti “metaphor” pachiRungu. Hunhu hwembwa hukawanikwa huri mumunhu, kana kuti…
Rimai mbeu dzinoenderana nematunhu enyu
Munyori weKwayedza GORE negore sangano reZimbabwe Tobacco Seed Association rinobvunzwa nevarimi vakawanda pamusoro pembeu yavangarime asi uyu hausi mubvunzo uri nyore kupindura sezvo mhando yembeu imwe neimwe iine zvayakanakira nezvigozhero…
Varimi veZvishavane vakapiwa mabhuru
Kingstone Mapupu VARIMI vanopfuya mombe kudunhu raShe Mapanzure, kuZvishavane vachabatsirikana zvikuru zvichitevera kuwaniswa kwavakaitwa mabhuru emhando yepamusoro izvo zvichaita kuti rudzi rwemombe dzavo dzivandudzike. Mabhuru maviri aya akapihwa kuvarimi ava…






