Ziva nezvemhuka dzesango

CHIKAMU chadarika chakanga chakanangana nevana vemhuka dzinopfuiwa pamusha. Zvino ndavandudza hwaro hwedzinde, apo ndichibatawo vana vemhuka dzesango. Donzvo nderekuti tizive tichitandira mambure edu kwakasiyana mukuedza kutora zvose

Vokweshana mumakwikwi ekurodza pfungwa

Daphne Machiri GADZIRIRO dzemakwikwi eNational Debate Competition, ayo achaitwa nguva pfupi iri kutevera aine chinangwa chekubatsira vadzidzi nekuvarodza pfungwa dzavo, dzave padanho repamusoro. Muhurukuro nemunyori mukuru weHarare Polytechnic Debate Society, Karen

Akaitira weti mupoto. . . agumburiswa nemukoma wake

Nyore Madzianike MURUME wekuWarren Park D, muHarare akaendeswa kudare redzimhosva nemukoma wake achipomerwa mhosva yekuitira weti mupoto pamwe nekuparadza midziyo yemumba mushure mekunge vanetsana. Alban Mutambisi, uyo anogara panhamba 440 5/137…

Bhasikoro raMusiyiwa rinoponja vhiri remberi

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Ongororo: Enderero mberi) Amai vaTichaona zvekurwa vanozvinzwisisa, havadi zvekujairirwa saka vachidimikira vachiti, “Handikungirwe hata yemapepa ini” (41). Vanovayeuchidza zvavakaita majaya matatu ekwaChimunhondo. Madzimai maviri aya anobva atya.…

Varwi vashe vanoronga zvekudzokera kumusha

Ticha Ticahziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho) Chiremba anotaura zvinoita kuti varwi vose vati zi-i kunyarara achivaudza kuti zvose izvi zvainge zvaitika nepamusana pekaharahwa Dendera kasingadi kushandura zvakanenge kafunga. Apedza kuparidzira…

Pfuti yakatsiviwa nedovi

Memory Mangombe MURUME wekuNyamatikiti, kuRushinga, uyo ari pamudyandigere, oita zvinorova kuburikidza nebhindauko rekukuya dovi achitengesa. VaLameck Mazowe vanoti vakwanisa kusimudzira upenyu hwavo kuburikidza nebhindauko iri. “Mushure mekuenda pamudyandigere apo

‘Marara pose pose kwete’

Nyasha Mutena VERUZHINJI pamwe nevemakambani vanokurudzira kuti vasasvibise nharaunda dzavo kuburikidza nekungorasa marara pose pose nechinangwa chekudzivirira kunyuka kwezvirwere pamwe nekuchengetedza nharaunda dzakachena. Kurudziro iyi yakabva kuna VaSteady

LATEST: Warriors dissolved

By Augustine Hwata The Zimbabwe national soccer teams were last night dissolved with the governing body Zifa saying they will have a new begining. Appearing before the Parliamentary Portfolio Committee on…

EXCLUSIVE: Mutasa Quits FC Platinum

LLOYD MUTASA has thrown in the towel at FC Platinum.

Kebvunde inoda dzimba dzematicha

Kingstone Mapupu CHIKORO cheKebvunde Primary School, icho chiri kwaNematombo, kuHurungwe, chinonzi chiri kutizwa nevadzidzisi nekuda kwekushaikwa kwedzimba dzinokwanirana uye dzimwe dzedziripo hadzina kukodzera kugarwa. Mashoko aya akataurwa nasabhuku wemusha waManjinjiwa,

×
×