Cde Bandera: Selfless, gallant fighter
Samuel Kadungure His liberation name was Cde Tongai Vatema, a fighter who firmly believed that war was the only way to attain majority black rule. He grabbed this national duty…
Celtics Rondo wants out
RAJON Rondo can become an unrestricted free agent after the 2014-15 NBA season, which means the Boston Celtics need to decide soon whether to trade him or try to re-sign…
Nyanzvi dzesainzi dziri kusangana
BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi pamwe nekusimudzirwa kwemichina svondo rino riri kuita gungano rekuratidza hunyazvi hwezvigadzirwa zvesainzi kuburikidza netsvakirudzo yakadzama – Research and Intellectual Expo –
We celebrate our heroes
Post Correspondent A people without a name can never hold itself as a proud member of the group of nations; that notion drove the sons and daughters of the soil…
Madzimai dzave shasha pakurima
VAKAYARUKA nguva yatakakura kusati kwave nema “lunch box” anoendwa nawo kuzvikoro vanoziva kuti chikafu chaiendwa nacho kuchikoro chaienderana nokuti muri mumwaka upi.
Anorohwa nemukadzi wemukoma
Yvonne Chipato MUCHINDA wekugara achizvakatswa pamadiro nemukadzi wemukoma wake apo wake mukadzi nevana vanenge vakatarisa akazotizira kudare.
Iniesta otadza kutamba nekuda kwekukuvara
ANDRES Iniesta haasi kuzokwanisa kutambira nyika yake Spain svondo rino mumutambo yayo neFrance neMacedonia zvichitevera kukuvara kwaakaita.
Ziva – IBVA WAZIVA
CECIL JOHN RHODES UNOZVIZIVA here kuti mupambepfumi Cecil John Rhodes aive chizvarwa cheBritain, asi akazogara munyika yeSouth Africa? Akanga ari mutungamiri kana kuti prime minister wedunhu rakanga rapambwa nevachena reCape…
A-LEVEL — mubairo: Bindu raGeorge rakaparadzwa
CHITSAUKO 13 (Nyaya yacho) Pavanoenda kubindu ravo, George nemudzimai wake vanoona hazvitauriki, madomasi anongova gatakata, rimwe
Mazuva nenguva dzawo
Ticha Danga POSHI piri dzavatsuro, dzavatsuro Pamutanda mumwe, mutanda mumwe


