‘Hongu, wakandibata nechikomba, asi . . .’
Yvonne Chipato MUKADZI wekubatwa aine chikomba ndokuedza kutanda nyadzi, kuburikidza nekushandisa dare kuti apihwe gwaro redziviriro kubva kumurume, akashaya pekupinda apo chikumbiro chake chakaraswa.
‘Mukadzi anoda kundibaya nebanga’
Arnold Kaseke SAMUSHA wekugarooneswa ndondo nemukadzi waakarambana naye akazonopotera kudare achiti anoda kubaiwa nebanga.
‘Ipai mwanasikana kodzero dzake’
AFRICAN Women Goodwill Ambassador, Mai Nyaradzai Gumbonzvanda, vanoti vanasikana vanofanirwa kupihwa kodzero dzavo pasina rusarura, idzo dzinosanganisira kuwaniswa mukana wekudzidza zvakaenzana nevanakomana.
Cote d’Ivoire to host tie despite Ebola
Cote d’Ivoire will play their 2015 Africa Cup of Nations qualifier against Sierra Leone in Abidjan tomorrow after the government made a late U-turn.
Gakava rerendi rakaperera kudare
Yvonne Chipato ROJA rekutsika madziro richiramba kubhadhara chikwereti cherendi chepamba paraimbogara rakanzi nedare ribvise mari inosvika $87 iyi mwedzi waNyamavhuvhu usati wapera.
Chibharo: Iwe neni tine basa
MUUPENYU kune vamwe vanhu vekuti vakasvika pakushungurudzwa zvakanyanya kana kuti vakapererwa nemazano kana pane matambudziko avanenge vachisangana nawo vanofunga zvekuzvipfuudza upenyu hwavo.
BAFANA COACH FUMES
EPHRAIM “Shakes” Mashaba has broken his silence over talk that he was the cheapest option when appointed head coach of the senior national team in July.
Clubs break spending record
ENGLISH Premier League clubs shattered the previous summer spending record as deadline day took the total transfer window spend to 835 million pounds, according to Deloitte.
‘Angori babamunini, handidanane naye’
Arnold Kaseke MUKADZI akaroorwa akaendeswa kudare nemumwe mudzimai ari kumupomera kudanana nemurume wake achiti imba yake yave kuda kutoparara.
NDIRI murume ane makore 50
NDIRI murume ane makore 50 ndinotsvakawo mudzimai musvinu, akanaka pachimiro uye ari pachokwadi ane makore 38 zvichidzika. Handishandi asi ndine imba muHarare ndinogara ndega pamwe nemaroja. Andifarira fona kana kutumira…


