Dzvi-i achirezvana nemusikana webasa
Yvonne Chipato MESO-MESO anonzi akaparira mumwe murume uyo akarambwa nemudzimai wake mushure mekunge awanikidzwa achipanana rudo rwemumachira nemusikana webasa. Henry Macheka akazvuvira mukadzi wake,
Varairidzi vekorfball vakapihwa zvitupa
VARAIRIDZI 16 vezvikoro zvakasiyana zvemuHarare svondo radarika vakapihwa zvitupa zvekupedza zvidzidzo zvekurairidza mutambo wekorfball zveNASH Level One Korfball Certficate pachikoro cheQueen Elizabeth,
Giroud otambira Arsenal kusvika 2018
CHIZVARWA chekuFrance, Olivier Giroud, akasaina kondirakiti itsva kuArsenal iyo ichamuona achiramba ari kuchikwata ichi kuEmirates kusvika mugore ra2018 uye achange achitambira 80 000 paunzi pasvondo.
Vana 100 vopinzwa chikoro
SANGANO rakazvimirira, reCampaign for Women Education (CAMFED), riri kubatsira vana vanodarika 100 vanobva mumhuri dzinoshaya nekuvabhadharira mari dzechikoro pamwe nemadzimai kuti vapinde
Sekuru vane marambadoro
Yvonne Chipato SEKURU vekushaya hunhu zvekusvika pakuburitsira muzukurusikana wavo nhengo yavo yesikarudzi kana vadhakwa vakamiswa mudare redzimhosva.
Kubika bandauko remombe (ration meat)
Kenneth Chikeya Zvinodiwa: Chikari, poto kana pani
Mbada Diamonds Cup yadzoka
MUTAMBO weMbada Diamonds Cup wakaparurwa svondo rino muHarare uye gore rino uchaona zvikwata zvina izvo zvichapedza zviri pamusoro muligi reCastle Lager Premiership zvichirwira mukombe uyu.
Mapositori rapwai kuchipatara: Muporofita
MUPOROFITA wechikadzi wekuNorton, uyo ange ave nemakore matatu dumbu rake rakazvimba sezvinonzi ane pamuviri ndokuzovhiiwa kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital, ari kushora zvitendero zvinorambidza
PSL to engage Zifa on Caf Confederation Cup
Ricky Zililo Senior Sports Reporter THE Premier Soccer League will engage Zifa to discuss who will represent the country in next year’s Caf Confederation Cup following a change of format…
Christian league celebrates 5 years
Ngqabutho Moyo Sports Reporter THERE will be a netball and football tournament at St Bernard’s Parish Church in Pumula tomorrow to celebrate the fifth anniversary of the inter-denominational sports association.




