O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Revai anoroora tsvarakadenga yake
CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Zvaitonzi Ruramai airoya zvekuti vana vose vaifa mumusha umu iye aivewo mukati mevadya vanhu zvichinzizve
‘Kevin Mirallas achambomira kutamba’
MUTAMBI weEverton Kevin Mirallas anogona kupedza nguva refu asingatambe nhabvu zvichitevera kukuvara kwaakaita, sekutaura kwemurairidzi wake Roberto Martinez.
‘Chipfambi hachisi kubhadhara’
MUKADZI wekuendeswa kudare nenyaya yechikwereti cherendi, uyo akapupura pachena kuti ipfambi yemakoko, akati pari zvino haakwanisi kubhadhara mari iyi nekuti basa raanoita harisi kubhadhara.
Kambani yovimbisa kuendesa shasha kuJapan
KAMBANI yeWorld Navi Zimbabwe iyo iri kukotsvera ligi reDivision One Northern Region yakazivisa kuti ichatumira mutambi wenhabvu achahwina mubairo weSoccer Star of the Year muligi iri kuJapan uko achanoita
‘Zviri nani ndinwe wemakonzo’
MUMWE mwana anonzi akati zviri nani kuti anwe mushonga wekuuraya makonzo agofa zvake pane kugara naamai vake avo vanomushungurudza.
Ndiri mukomana ane makore 27
MAKADINI veKwayedza? Ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 28 – 35 ane mwana 1 kana asina. Ini ndine makore 40 nevana vaviri, vanotamba tambirai kure. Nhare dzangu 0772 315 680.
Anozvambaradza amai. . . odzingirira baba netsvimbo
Yvonne Chipato MWANAKOMANA wekuzvambaradza amai vake, pashure ndokuzoda kudhonora baba vake netsvimbo apo vaida kurandutsira mudzimai wavo, akamiswa pamberi pedare.
GRADE 7: Mazita ezvekudya nezvinwiwa
Ticha Danga GWARO negwaro rinezvaro munyaya dzekudzidza. Paya panotangwa gwaro rekutanga vana vanodzidziswa kutwasanudza nhengo dzavo dzekunyoresa nekudaro havangotanga nekunyora mumagwaro. Vanotanga
Gwaronhau rakananga kubatsira vechidiki
VECHIDIKI vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru negwaronhau richakumikidzwa nguva pfupi iri kutevera iro richavapa mukana wekusimudzira upenyu hwavo kuburikidza nekupangana mazano.
Dzvi-i achirezvana nemusikana webasa
Yvonne Chipato MESO-MESO anonzi akaparira mumwe murume uyo akarambwa nemudzimai wake mushure mekunge awanikidzwa achipanana rudo rwemumachira nemusikana webasa. Henry Macheka akazvuvira mukadzi wake,

