MAONERO EDU: Cherechedzai tsika nemagariro emuZimbabwe

MUZIMBABWE mune tsika nemagariro izvo zvakagara zvichitevedzwa kubvira kare-kare. Izvi ndizvo zvinogona kunzi nemumwe mutauro ugo hwemadzinza, hunoumba munhu kuti ave nehunhu hunoyemurika. Maitiro akadai aya haawanikwe munyika ino chete…

‘Handidi kudyiwa natezvara’

Orpah Mukotekwa MUMWE murume akachema-chema mudare achiti haadi kuti mari yaari kubhadharira kuchengeta vana vake idyiwe naambuya natezvara vake.

Makore 20 amai vakatetereka . . .mweya ndiye tugu pamwana

MWEYA wemudzimai wekuChiweshe, uyo akatetereka mugore ra1994 zvekutadza kuwanikwa nehama dzake, unonzi wakazobata pamwanasikana wake zvikaita kuti hama dzake dzizive nzvimbo yaakafira.

Rwizi rwakayerera ropa, gomo rikamera makumbo

KUDUNHU rekwaSaunyama kuNyanga, kwakaitika manenji apo zidombo raiva pamusoro perimwe gomo reko, iro rinonzi rinoyera, rakakoromoka rega ndokunogumira murwizi urwo rwunonzi mvura yacho yakabva yasanduka

Ndiri kuona rufu: Prophet l Mahwindi akapihwa ‘anointed water’

MUPOROFITA wekereke yeNew Revelation Apostolic Church, Phophet Tendai Chipara, neMuvhuro svondo rino vakafamba mukati meguta reHarare vachinamatira vatyairi vemakombi nemahwindi pamwe nekuvapa mvura

Soccer Star ndiani?

SVONDO radarika vatori venhau pamwe nevamiriri vezvikwata zvakasiyana vakasangana muHarare apo vaivhotera shasha yakatamba zvinodakadza gore rino (Soccer Star of the Year) iyo ichazogadza hushe munguva inotevera.

Baba vakakechwa ndakatarisa

VASIKANA vemazuva ano havachatya. Vamwe vavo ndivo vanonyatsoti, “Zera harina basa nekuti makore inhamba isina zvainoreva.” Vazhinji vevasikana, asi apa kana nemadzimai makuru ave kuwanikwawo aripo, havachagona

‘Musatifungire tinofungawo zvakakwana semi’

TINONZWA zvichinzi kuremara hausi hutera. Kazhinji tichitsinhira kudaro asi maitiro edu asingaenderane nechirevo ichi.

Garura orangarirwa nemutambo

SANGANO reBasketball Union of Zimbabwe rinoti riri mushishi kuronga makwikwi eRonald Garura Invitational Unity Cup ayo achaona zvikwata zvisere zvevarume nemadzimai zvekumapurovhinzi akasiyana zvichitatsurana

O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Ishe Machingauta ane rufaro

CHITSAUKO 11 (Nyaya Yacho: Enderero mberi) CHINONYANYOFARIRWA naShe Machingauta ndechekuti Chigange ainge ati akasiya asina kuparadza musha wose

×
×