Akapisa musha arambwa nemudiwa

MUKOMANA wekwaSeke wekupisa imba yeaimbova shamwarikadzi yake mushure mekunge akandwa saga akatongerwa kupika jeri kwegore rimwe chete nedare reChitungwiza Magistrates’ Courts.

Ndinonzi Shephard ndine makore 30

MAKADII? Ini ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana mumwe chete ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 asi varume vevanhu kwete. Ndinonamata kumasowe, nhamba dzangu 0779 649 490 asi vanoda

GRADE 7: Munhava munei Part V

Ticha Danga VAKOMANA nevasikana woye ngatirege kuda kuzoundira munda mvura yanaya. Ino ndiyo nguva yekuzadza nhava dzedu noruzivo kuitira kuti kana nguva iya yekutanga chikoro chepamusoro yasvika, tinenge takagadzirira.

DETEMBA TINZWE: Wangu baba

naNigel Munashe Gomwe Vana baba tinyareiwo tichiri

‘Barika randiremera’

SAMUSHA wekuita barika revakadzi vatatu akachema-chema mudare achiti akange asingakwanise kubhadhara mari yemendenenzi yaidiwa nemumwe wemadzimai ake sezvo mhuri yamuwandira.

800000 vari kuwaniswa maArv

ZIMBABWE ichabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva guru reWorld AIDS Day nomusi waZvita 1 panguva iyo vanhu vanosvika 800 000 vari kuwaniswa maARVs nyika yose.

‘Ndiwe wakandibvisisa chibereko changu’

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aida mendenenzi kubva kumurume akange amupa pamuviri mwana ndokuzofira mudumbu izvo zvakazoita kuti abviswe chibereko.

‘Mutori wenhau watyora tsika’

MUTORI wemifananidzo weKwayedza, Memory Mangombe, akapotsa aripiswa nevakuru vedunhu rekwaSaunyama, kuNyanga, mushure mekunge aendako akapfeka mbatya tsvuku izvo zvinonzi zvinoyera zvikuru

‘Handingaite mwana natsano’

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akanga akatarisana nenyaya yemendenenzi akati mwana haasi wake achiti mukadzi uyu ndi “tsano” vake.

Ebola nekodzero dzevanhu

MITEMO inoona nezvekodzero dzevanhu iri kuramba ichishanda here panguva iyo chirwere cheEbola chiri kubhebha kunyika dzakaita sedziri kudunhu reWest Africa? Nyika nenyika dzine mitemo yakasiyana inotevedzwa

×
×