‘Musasarure vashandi vane hiv’
MURONGI mukuru kusangano reNational AIDS Council (NAC), VaAdonija Muzondiona, vanokurudzira vashandirwi nevamwe vashandi kuti vasave nemweya werusarura kune avo vari kurarama neHIV neAIDS.
Mata oti mutambo weLiverpool makata
JUAN Mata akabvuma kuti Manchester United inogona kubatwa neLiverpool pakurwira kupinda mutop 4 kana ikaramba ichingokundwa.
‘Shefu’ Akanokorwa Tsoka
FOROMANI wepapurazi reAgri-Tiz Preston, kuNorton, anoti ayaura nekurwadziwa nemakumbo zvichitevera kunokorwa tsoka kwaanoti akaitwa nevamwe vaanoshanda navo nechinangwa chekuda kumutorera basa rake.
Arenel yosimudzira vechidiki
KAMBANI ine mukurumbira pakubika mabhisikiti yeArenel yokurudzira mamwe makambani nemasangano akasiyana kuti vabatane mukusimudzira mitambo yevechidiki yakasiyana sezvo vari ivo vatambi vemangwana.
Ndakaita mari nekuromba
‘Mari, mota nedzimba ijahwi’ ‘Ndikachekeresa mwana wangu’ ‘Ndichinwa ropa revanhu’ ‘Netsvimbo ine musoro wenyoka’
Nettleton yakarangarira vakapondwa kusa
CHIKORO cheNettleton Junior School chiri muHarare svondo rapera chakarangarira vanhu vakauraiwa mumhirizhonga yeXenophobia kuSouth Africa nguva pfupi yadarika kuburikidza nekudyara miti.
Vogunun’una nekukwira kwemitengo yeyunifomu
ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri svondo rino paine kunyunyuta kukuru kubva kuvamwe vabereki pamusoro pekukwira kwemitengo yemayunifomu emuchando pamwe nezvimwe zvinoshandiswa kuchikoro.
Varimi vakatsotswa
MAPURISA ekuMashonaland East ari kutsvaga murume anofungidzirwa kuti akatsotsa varimi vekumaruwa ekuChimoyo, kwaMutoko achiti aizovawanisa mbeu yefodya nezvimwe zvekurimisa uyo aishanda pane imwe
Kungwarira njodzi
NJODZI dzagara dzichiitika kubva kare uye ndokusaka vanhu vachiona njodzi sedzinoitika nekuda kwaMwari senzira yekuranga kutadzwa kunenge kuchiitwa.







