‘Farirai kudzidza shona’

VADZIDZISI nevana vechikoro vanoita chidzidzo cheShona svondo rapera vakaita musangano paOasis Academy, kuChitungwiza, wekupangana ruzivo maringe nenzira kana matanho angatorwe mukusimudzira kupaswa

‘Ndakakutsiranwa nemudzimai nechikomba’

Memory Lemani MUMWE murume anoti aimbova mukadzi wake akamukutsirana nechikomba chake icho chaida kumubaya nebanga mushure mekunge amushanyira achida kuona mwana wake.

IMBWA HAIHUKURE SADZA: Tinonokecha ikoko!

NDANGA ndakarasika zvangu kunge bepa remaputi adyiwa nechapa ikarirasa nepahwindo rekombi kuti rinopepereke richinosvibisa nyika. Bepa iroro rinodzungaira nekunyangadza kunge munhu arirasa wacho nekuti anoziva kuti

Varimi voyaura nechikwereti

MABHINDAUKO ekurima eNgezi-Mamina Irrigation Scheme kuMhondoro odzokera kumashure zvichitevera chikwereti chemagetsi icho chave kudarika US$214 000 iyo varimi vari kukundikana kubhadhara.

‘Vari kudzidza nevaroyi’

NYAYA yepachikoro Nyanhunzi Secondary School, apo panonzi vana vari kurohwa nezvidhoma vachibatwa nemamhepo, inonzi ine chekuita nemabasa ehuroyi.

Nemakonde hutu nemukombe

CHIKWATA cheNemakonde High School chekuChinhoyi, kuMashonaland West ndicho chakahwina mutambo weNational Fastpitch Softball Championships Under 19 mushure mekukunda Mambo High yekuMidlands 7-1

‘Schneiderlin haaende mahara’

SOUTHAMPTON haisi kuzorambidza Morgan Schneiderlin mukana wekunotambira Manchester United asi Ronald Koeman akayambira kuti haaendi nemari shoma.

Nyamutamba Nemombe Wabaiwal…‘Ndakazviita, hameno chakandipinda’

MUKOMANA wechidiki wekunzvimbo yakagariswa vanhu patsva kupurazi reSweet Valley, kwaNegomo kuChiweshe, akashamisa ruzhinji apo akabuda pachena kuti aiva ashereketa nemombe izvo zvakaita kuti aripiswe

‘Ronga nhaka uri mupenyu’

VERUZHINJI vanokurudzirwa kunyora magwaro anodaidzwa kuti wiri (will) ayo anenge achidonongodza magoverwo avanoda kuti nhaka yavo izoitwa mushure mekunge vafa sezvo kazhinji pfuma yemushakabvu ichimutsa

Sweden yakabatsira Zim ne$6m

HURUMENDE yenyika yeSweden yakapa rubatsiro rwemari inosvika US$6 miriyoni kuZimbabwe kuburikidza nesangano reUnicef yekusimudzira budiriro muzvikamu zvakasiyana zvinosanganisira nyaya dzeutano.

×
×