DETEMBA TINZWE: Dai ndakaziva haitungamire

naCleopatra Shurugwi Kudonzi navakuru,

Varume vava kundichiva, handichabatike: Portia

MAI Portia Tapfumaneyi, avo vekuita makore mana vachisunda zidumbu ravaifunga kuti imimba yekuroyiwa, vanoti munhu haafe kana Mwari asati oda.

GRADE 7: Mimwe mwedzi yegore

Ticha Danga CHIKAMU chakapfura taitarisa mafambiro akaita nguva zvichidudza kunemerwa kwamazita emwedzi kuburikidza nezvaiitwa nevanhu munguva iyoyo. Zivo yakabva kure chose, chizvinozvino chinouya nekuedza kutsvenenzvera

Tanganda Half Marathon yoitwa

ACHANGE ari makuwerere kwaMutare nemusi weSvondo apo shangwiti dzemujaho wekumhanya dzichakwikwidzana kumakwishu eTanganda Half Marathon.

Mapfupa emwana Akawanikwa. . . ari pasi pedombo, murwizi

MWANA aive nemakore matatu okuberekwa uyo akashaikwa mugore ra2011 kwaSadunhu Muponda, kuHonde Valley, anonzi mapfupa ake akazowanikwa nguva yadarika ari pasi pedombo murwizi pachiitiko chaitungamirirwa

A-LEVEL — pafunge: Rudo: Mwana ava kupenga nerudo

CHITSAUKO 15 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mukuru wechikoro anouya netsamba dzakawanda ndokukumbira ruregerero maererano nokunonoka kuuya kwadzo odzipa vana poonekwa kuti zita raRudo rinodanwa katanhatu kuti auye kuzotora tsamba dzake.

Takarozvwa nen’anga nemaporofita – Maidei

MAI Maidei Nemhara (46), vekwaSabhuku Mutake, kwaChinhamora kuDomboshava, mumwe wevakadzi vakavhiiwa pachena kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital mushure mekutambudza nedumbu ravo iro raive

Tsuro nenungu mumwena mumwe . . .Vakadzi nevarume Muchimbuzi chimwe

DAMBUDZIKO rekushomeka kwezvimbuzi zveveruzhinji muguta reHarare rasvika pakanyangara izvo zvave kuita kuti mune dzimwe nzvimbo varume nevakadzi vashandise chimbuzi chimwe chete.

O-LEVEL — makunun’unu mawodzamwoyo: Musoro webhuku unobuda pachena

CHITSAUKO 20 (Ongororo): Chitsauko ichi chinobatsira muverengi kuti anyatse kunzwisisa kuti musoro webhuku iri, “Makunun’unu Maodzamwoyo”, unoreva kuti kudini. Mutsamba inonyora Monika ichienda kuna Tendai ndimo matinobva tanyatsa

vakadzi vematumbu: ‘takadzoka kumakuva’

VAKADZI vatatu vekuzvimba matumbu avo zvakanyanyisa sevainzi vaiva nemimba dzisingazvarwe kwemakore akawanda asi vose ndokuzovhiiwa vakawanikwa vaine “mitumba yezvinhu” vari kuiimba rwiyo rwumwe chete:

×
×