Boyfriend thumped…Truck driver shows no mercy for wife’s lover

Abel Zhakata Senior Reporter A CROSS border truck driver ran amok and viciously attacked a Dangamvura man for allegedly bedding his wife after he got wind that his house was…

Marvo fails to get Dimaf funding, faces liquidation

STRUGGLING Bulawayo firm, Marvo Stationery Manufacturers, has failed in its bid for a second loan from the Distressed Industries and Marginalised Areas Fund (Dimaf) and is likely to be liquidated,…

‘Dumbu rangu kuroyiwa’

Kingstone Mapupu MUKADZI wekuBudiriro, muHarare, anoti ayaura kwemakore maviri nedambudziko rekuzvimba dumbu rake iro riri kungofutunuka richimurwadza zvikuru sezvinonzi ane mimba uye ane fungidziro yekuti akaroyiwa. Mai Mercy Gwenhure (50), vepanhamba…

Ngatirege kurara nezamu mukanwa: vp Mnangagwa

NYIKA yeZimbabwe yakazvipira kuzadzisa zvayakatsidza muAbuja Declaration zvekuti panoitwa homwe yenyika kana kuti bhajeti, nyaya dzezveutano dzopihwe mugove wakaringana. Mashoko aya akataurwa pakutanga kwesvondo rino muHarare nemutevedzeri wemutungamiriri

Entrance test: ‘Dokora akatigonera’

Muchaneta Chimuka VABEREKI nevana vechikoro vari kutambira nemawoko maviri danho rakatorwa nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari rekuti vana veForm 1 vegore rinouya vatsvage nzvimbo kuburikidza nezvakabuda mubvunzo dzavo dzeGrade 7 dzeZimbabwe…

Hutungamiri hweZifa hwosarudzwa

Abel Ndooka MAZISO evatsigiri vose venhabvu svondo rino achange akaiswa pasarudzo dzichaitwa nemusi weMugovera muHarare dzekutsvaga mutungamiriri wesangano rinotungamira nhabvu yemuno reZimbabwe Football Association. Nhengo ina dzinoti Phillip Chiyangwa, Leslie

Chikoro chobatsira vana vekuMoza

Kingstone Mapupu CHIKORO cheSouth Downs Primary School, icho chiri pamuganhu weZimbabwe neMozambique, kuChipinge, chiri kubatsira vana venyika mbiri idzi mukusimudzira fundo yavo izvo zvinova mucherechedzo wekudyidzana kwadzo kwakanaka. Pakashanyirwa nzvimbo iyi…

Nampak invests $8,6m

Harare Bureau NAMPAK Zimbabwe, formerly Hunyani Holdings Limited, has invested $8,6 million on plant and machinery to increase capacity and product range.

Nampak invests $8,6m

Harare Bureau NAMPAK Zimbabwe, formerly Hunyani Holdings Limited, has invested $8,6 million on plant and machinery to increase capacity and product range.

×
×