Galloway, Darikwa naBonne ndangendichivada: Pasuwa

MURAIRIDZI wemaWarriors, Callitso Pasuwa, anoti ari kukungura kutadza kuuya kwevatambi vatatu vanoti Brendan Galloway, Tendayi Darikwa naMacauley Bonne, avo vanotambira kuEngland.

‘Koshesai utano hwemukanwa’

MUTEVEDZERI wegurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Adrain Musiiwa, vanoti zvirwere zvemukanwa zvizhinji, kunyanya izvo zvinowodza mazino, zvinokonzerwa nekudya kune shuga yakawanda.

Netherlands great Cruyff dies

Netherlands footballing great, Johan Cruyff, has died of cancer aged 68.

Terms of Terror: What the Brussels Attacks Mean

  By Binoy Kampmark “I do believe we are not addressing right the issue of terrorism today.”

Kurima hanyanisi nemazvo

Mudhumeni mukuru Ivan Craig HANYANISI tinoziwa basa radzo tose, vanhu vazhinji vanodzishandisa muchikafu kuitira kuti chinhiwirire, kuwedzera kunaka, dzichibatsira kuti munhu afafarire kudya nyangwe nevamwe vanenge vasina nhomba yekuda chikafu.

Police warn motorists to observe road rules

Whinsley Masara Chronicle Reporter POLICE have warned motorists to observe road rules and regulations and at the same time ensure that their motor vehicles are roadworthy to avoid accidents and safeguard…

Jah Prayzah lands acting role

Multi-award-winning artiste, Jah Prayzah, is exploring his acting side as he recently landed a role on a new local production.

‘Dzidzisai mabasa emawoko’

SANGANO rakazvimirira reWorld Vision Zimbabwe rinoti zvakakosha kuti zvikoro zvisimudzire zvidzidzo zvemabasa emawoko akaita sekurima nekupfuya zvipfuyo sezvo vadzidzi vachizokwanisa kuwana raramo kubva mazviri mune

Maproblems ese disappear!

KANA tikati maproblems ese disappear, Mwari vobva vati newewo uri problem inofanirwa kuita disappear, unoita disappear uchienda kupi?

VP Mphoko loses defamation case

Fidelis Munyoro Harare Bureau THE High Court yesterday dismissed with costs Vice President Phelekezela Mphoko’s $50 million claim against Associated Newspapers of Zimbabwe (ANZ), the publisher of The Daily News, over…

×
×