‘Amai muri pfambi yemakoko’
Yvonne Chidochashe Manyanja PANE mukomana ari kuti amai vake ipfambi yemakoko uye vane marambadoro zvekuti kana vadhakwa vanozvipunzira pasi vachiumburuka izvo zvinomubvisa chimiro pakati peruzhinji. Wilson Kandemiri akataura izvi

Varoyi vakadzima kenduru parufu…‘Vakandiridzira tsamwa’
Kingstone Mapupu MUKADZI wekuSouthlea Park, muHarare, anoti akanyatsoona varoyi vaviri parufu avo vakadzima mwenje wemakenduru aiva akavhenekeswa mumba maiva nechitunha vanhu vaivemo ndokuita bararamhanya kutiza.
‘Ndakakudyisa ivhu rekumakuva’
Kingstone Mapupu “MURUME wangu uyu ndakanyatsomudyisa! Ndakamubikira sadza kwemazuva matatu akatevedzana randaibika nemvura inevhu randakatora kumakuva emutorwa uko. Akabva amira zvekugara achindirova.” Izvi zvakaudzwa dare
Chembere (97) yotanda botso iri mubhara
Kingstone Mapupu CHEMBERE yekwaSeke yekunzi yakananga amai vayo huroyi, avo vakafa kare, inonzi iri kutanda botso zvichitevera kupfuka kwakaita mweya wemushakabvu ukakonzera matambudziko makukutu. Mbuya Hamunyari Masango (97)
$64m yebeam iri kuuya – Dokora
Tandayi Motsi HURUMENDE iri kutora matanho akakodzera kuti inge ichibhadhara chikwereti chemari yechikoro yevadzidzi vanoshaya avo vanobatsirwa pasi pechirongwa cheBasic Education Assistance Module (BEAM) icho chave kusvika
Vana nherera 100 vopinzwa chikoro
Muchaneta Chimuka SANGANO reJudith Charity Foundation Trust riri kubatsira vana 100 vanotambura vepachikoro cheMupfurudzi Primary School, chiri kuShamva, nemari dzechikoro uye mabhindauko anovayamura kuti vange vachienderera mberi