Kupemberera zuva guru remwana wemuAfrica
SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association riri kubatana neruzhinji rwenyika mukupembere razuva guru remwana wemuAfrica iro rakasendekwa parutivi kuti ringe richicherechedzwa apo tinorangarira vana vakafa zvisina tsarukano kuSoweto, kuSouth Africa vachiratidzira…
Iriko mishonga yekusota mbavha — N’anga
Muchaneta Chimuka NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano revarapi vechivanhu nevemakereke, reZimbabwe National Practitioners Council (ZINPA), Sekuru Friday Chisanyu, vanoti mishonga inogona kushandiswa mukuranga mbavha iriko iyo inokonzera zvakasiyana…
Vamwene munoroya: Muroora
Amager Mufema MUROORA ari kupomerwa kupumha vamwene vake huroyi achiti vakaenda kuMozambique netsoka semhiko yekuromba kwavo uye anovatuka zvinyadzi. Margie Banda akamhan’arira muroora wake, Vimbai Nyakusekwa, kuHarare Civil Court achiti amushaisa…
Zanu-PF not worried about Mujuru
Nduduzo Tshuma Political Editor THE Zanu-PF national political commissar, Cde Saviour Kasukuwere, yesterday dismissed former Vice President Mrs Joice Mujuru’s lined up rallies as a non-event that the ruling party won’t…
Ngqwa laMachwanamahle iqembu likamaskandi
MTHWAKAZI omuhle ondlela zimhlophe njengensukwini iphephandaba likazulu lize lazo njalo ezivusa usinga ezikhumbuza izalukazi lamaxhegu asemxhiliba ngesikhathi besakhula. Nanku phela njengoba lidume ngezimnandi kule iviki liphethe ingadlangadla kwezomculo kamaskandi ijaha…
Rondedzero
Ticha Danga PAZVIRONGWA zvapfuura takatarisa mamiriro erondedzero kubva kunhanganyaya kusvika kumhedziso. Rwendo rwuno tinoda kuchiongorora mhando dzacho dzerondedzero. Tinoda kubata mhando imwe neimwe tichipanana mabatiro atingadziita mubvunzo.
Orongera vamwene gen’a
Gabriel Singano MUROORA anonzi ari kutukirira vamwene vake achivati vawora nemukondombera uye achavarongera gen’a rembavha dzinovabvisa chiri kumeso izvo zvakaita kuti vapotere kudare redzimhosva. Brenda Bandera akamhan’arira Eneresi Komboniyatsva kuHarare Civil…
UPrince usekhona . . . izagcwala phamu iBF
YiNtatheli kaMthunywa ABALANDELI beHighlanders sebezayibona ithimu yabo eyanqoba iDynamos kumaviki amathathu adluleyo. Ibilindwe ngabomvu ithimu le ukuthi ize eMagumeni eBarbourfields itshengise ukuthi yenelisa njani ukudla isitha esiyiDeMbare.



