Zvikwata zvosangana muCopa Coca-cola Provincials

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa kumapurovhinzi ose emunyika uko zvikwata kubva kuzvikoro zvakasiyana zvichabandana mumutambo weCopa Coca-Cola Provincial Finals nemusi weChishanu.

Mahwani emushikashika werudo

IMBWA HAIHUKURE SADZA PANE rudo rwunotyisa. Rudo rwakafanana nekuisa nyoka yechiva chekuchiva muhomwe. Rudo rwekutsvoda mukanwa merovambira makasviba kunge mukati mehari iri muninga munguva yehusiku hweZhizha.

Akarohwa mimba ikabva

Esau Hokonya  ari kuGWERU MUSIKANA wekuGweru ane makore 27 okuberekwa akabva pamuviri mushure mekunge arohwa zvakaipisisa nemudzimai wababa vake. Rosemary Chirume (27) anogara panhamba 2224 kuMkoba 14, anobvuma mhosva yekurova Veller…

Kohakika naka, iko kulini?

Tina Buhe Lobs Dube Banji tokuhaka naka koga atitokuwana. Togala tikuvima koga kuti tikubhate kotikona. Akuna ungati nasi ndakanaka sibili ndohaka gala zwangu ndakajali ndisingatjahake kumwe. Atitogutshikana nekwatili iko kene…

Musashungurudze vakadzi vakafirwa: Chikukwa

VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vasambunyikidze shirikadzi nenzira dzakaita sekuvatorera upfumi hwavanenge vasiirwa nevarume vavo kana kuvamanikidza kuti vagarwe nhaka.Kurudziro iyi yakaitwa nguva pfupi yadarika negurukota reHurumende rinomirira dunhu reHarare, Cde Mirriam…

Kuhlwa Ngomnyama: N G Sibiya

Silo Ophezulu Stinta Ngeviki edlulileyo sitshiye uMaMsie engocunuke kakhulu ngengane eyayithutshe loNgonyama yena ejahe ukuziyela emdlalweni lapho ayesiya zikholisela khona.

Akarohwa abvunza murume

NYAYA yekubvunza murume chikonzero chakaita kuti adzoke kumba munguva yehusiku yakaparira mumwe mukadzi wekuChitungwiza zvichitevera kurohwa kwaakaitwa kunge nyoka yapinda mumba.Jullia Dzenga (36) wepanhamba 3705 Unit F, akazvindikitwa naTsaurai Chatambudza…

Oda kuita amai mukadzi

MWANAKOMANA wekupinda nemwenje mudziva ndokuudza amai vakamutumbura kuti kana vakadzinga mudzimai wake pamba achasara achivaita mukadzi obva azviuraya pamwe chete nevana vake akamiswa mudare redzimhosva.

Maidei anotadza kubata pamuviri

ONGORORO (Enderero mberi): Mazwi anotaurwa nemuroora ainge akafanana nekudira munyu paronda nyoro izvo zvinonzi, “Akange abaya chembere paronda ranga richanyenama, ronda raipisa” (129). Meja ainge avigwa kuseri kwemusha izvo zvinonzi,…

×
×