JUST IN: Chikombedzi folk risk life to cross flooded Runde River

George Maponga in Masvingo Villagers in Chikombedzi are risking life and limb by daily crossing the flooded and crocodile-infested Runde River with home-made canoes amid growing calls for Government to…

Akanorasa kamwana kumakuva

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuKadoma akasungwa nemapurisa eko achipomerwa mhosva yekusunguka mwana achibva anokanda kasvava kacho mukati memakuva nechinangwa chekuti kasare kachifa iye aenda. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Margarate…

Vanasikana vobatsirwa

Abel Ndooka SANGANO reVaChirenda Centre of Hope riri kubatsira mukusimudzira dzidzo yevanasikana panguva ino nyika iri kurwisa chirwere cheCovid-19 kuburikidza nekuvapa mabhuku ekunyorera nemidziyo yekushandisa panguva yavo yekutevera pachena. Mutungamiriri…

Jekiseni reCovid harina njodzi: MCAZ

Emmanuel Kafe MISHONGA mina yekudzivirira chirwere cheCovid-19 (vaccines) — iyo yakabvumidzwa kuti ishandiswe munyika muno nedare reCabinet — haina njodzi kuvanhu zvichitevera ongororo dzakasimba idzo dzakaitwa nenyazvi dzezveutano apo yakange…

Akarutsa datya benyu

Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara mumusha weShenton Park uri kuMt Hampden anoti svondo rapera akarutsa zidatya benyu mushure mekurwara kwemakore maviri apo airinzwa richichema riri mudumbu make. Zidafi iri vakazoriuraya nekuridira…

Ngozi yatsano yoda ‘Top-up’ yemombe 2 . . . pakamboripwa dzimwe 26

Tendai Gukutikwa ari kuCHIMANIMANI MWEYA wengozi yemurume anonzi akapondwa nehanzvadzi yemukadzi waaidanana naye makore 50 apfuura unonzi uri kutambudza vemhuri yanyakuponda uchiti unoda kututsirwa dzimwe mombe mbiri pamusoro pedzimwe 26…

Kure kwegava ndokusina mutsubvu

naWedzerai Nhemachena Mutsubvu muti wemusango unobereka muchero unonzi tsubvu. Tsubvu dzinonaka chaizvo, vari padare rino avo vakakura vachifudza mombe vanozviziva. Mutsubvu unowanikwa kunzvimbo dzakawanda muZimbabwe. Mbiri yekunaka kwemuchero uyu wakasvika…

Kworongwa gwaro rinopedza kumbunyikidzwa muzvikoro

Muchaneta Chimuka SANGANO reEducation Coalition of Zimbabwe (ECOZI) rakabatana neHurumende kuburikidza nePublic Service Commission ndokuita musangano nevadzidzi nedzimwe nhengo dzedzidzo yepamusoro vachinzvera nyaya dzemhirizhonga dzinowanikwa muchikamu chedzidzo yepamusoro. Chirongwa ichi…

Mamwe majekiseni eCovid ouya

Tandayi Motsi MAJEKISENI 1 miriyoni kubva pa1,2 miriyoni emushonga wekudzivirira chirwere cheCovid-19 ayo ari kubva kunze anotarisirwa kusvika muZimbabwe pakupera kwemwedzi uno kana kutanga kwaKubvumbi. Vachitaura kuvatori venhau nemusi weChipiri…

Mawere ochema neCovid-19

Abel Ndooka SHASHA yerugby iri kusimukira — Neil Mawere — ari kuchema-chema zvikuru kuti chirwere cheCovid-19 chakamudzorera kumashure sezvo aifanira kunge akaenda kuWits University kunyika yeSouth Africa gore radarika uko…

×
×