Makoronyera emvura orongerwa

Muchaneta Chimuka KUTANGA mumwaka uno wekurima zvirimwa zvemuchando, sangano reZimbabwe National Water Authority (ZINWA) richashandisa ruzivo rwechizvino-zvino rwekuongororora mashandisirwo ari kuitwa mvura pedyo nenzizi nemadhamu kuburikidza nenzira yeGeographical Information System…

LATEST: Randy minor pestered me for sex

Lingani Nyika, Chronicle Reporter A 21-YEAR-OLD man from Matetsi outside Victoria Falls who is being accused of having sex with a minor told a court that he never slept with…

‘Vaimbi ngatisarivare’

Abel Ndooka MUIMBI wemusambo wePansula, Traditional neSungura — Umali “Papah Jawah” Jawad — anoti zvinofadza zvikuru kuti chichemo chavo sevaimbi chakatambirwa neHurumende kuti vachitanga kuita mashoo asi zvakakosha kuti vasavarairwe…

LATEST: Namibian delegation conducts two-week trade mission to Zimbabwe

Harare Bureau THE Walvis Bay Corridor Group (WBCG) in collaboration with the Namibia Ports Authority and the Ministry of Works and Transport, and other key industry stakeholders in Namibia will…

Breaking News: Father Ribeiro dies

Roman Catholic priest, Father Emmanuel Francis Ribeiro, has died.

BREAKING: Father Ribeiro dies

Roman Catholic Church priest, composer, novelist and nationalist Father Emmanuel Ribeiro has died.

He passed on at St Anne’s Hospital in Harare Thursday morning.

Vopura mari nenguruve

Kingstone Mapupu MHURI yekumindamirefu yeYorkshire 11, kuHeadlands, kudunhu reManicaland iri kupunduka nebhindauko rekupfuya nguruve ichitengesa iro raisimudzira zvikuru pakurarama kwayo. Mai Monica Mudhara (42) vanoti basa rekupfuya nguruve rine mikana…

Mitengo yezvirimwa

Malven Mugadzikwa MITENGO yezvirimwa nezvimwe kubva kuMbare Musika, muguta reHarare svondo rino: Mufushwa wemunyemba 3ltr gaba – US$4 Chimera 3ltr gaba – US$5 Nyimo 3ltr gaba – US$5 Nyemba 3ltr…

Varimi vegorosi voyambirwa kudzora zvekushandisa

Muchaneta Chimuka VARIMI vegorosi, avo vari pasi pechirongwa chePresidential Winter Wheat Scheme neNational Enhanced Agricultural Productivity Scheme icho chinonyanya kuzivikanwa seCommand Agriculture, vakakundikana kudyara mbesa dzavo kusvika nemusi wa15 Chikumi…

Muzvikoro mitambo yaondongwa

Abel Ndooka SANGANO reNational Association of School Heads (NASH) rinoti vana vanotamba mitambo yakasiyana muzvikoro vakanganiswa zvikuru kusimukira kwezvipo zvavo kubvira pakanyuka chirwere cheCovid-19 kekutanga munyika muno gore rapera sezvo…

×
×