Machechi otyora mitemo yeCovid

Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo nyika iri mushishi kurwisa chirwere cheCovid-19, kune vamwe vanhu — kusanganisira vemachechi — vasiri kutevedzera matanho akatarwa neHurumende ekudzivirira kupararira kwedenda iri izvo zvine njodzi huru…

Mutumbi wakawanikwa mumugodhi

Muchaneta Chimuka MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuferefeta nyaya yemutumbi wemunhurume uyo wakawanikwa uri pamusoro pemvura mutsime paimwe imba iri kuSouthlea Park, muguta eHarare, nemusi weChishanu svondo rapera. Mutauriri…

Vakweguru vari panyatwa yekubatwa nezvirwere

Muchaneta Chimuka VANHU vakwegura vanonzi vari panyatwa huru yekubatwa nechirwere cheCovid-19 zvichitevera kuderera kwemasoja emiviri yavo izvo zvinoita kuti vave nyore kubatwa nezvirwere nokudaro zvakakosha kuti vange vachidzivirirwa zvakasimba kubva…

NAC yobatsira kurwisa HIV mumabasa

SANGANO reNational AIDS Council (NAC), rakabatana nenhengo dzaro dzekudunhu reMasvingo, vari kushanda pamwe nekambani inoona nezvekugadzirwa kwemigwagwa yeMasimba Construction vachivafundisa nezvekurwisa HIV mumabasa. Chirongwa chemazuva maviri ichi chakaitirwa paMayo Depot,…

Akavigwa nerokwe remudzimai wake

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuRaffingora, kudunhu reMashonaland West, anoti iye nemhuri yake vakasara vava varombo vekugumisira apo vakatorerwa mombe dzavo dzose nehama dzemurume uyo akashaya. Mai Dadirai Nyamhandu (53), vemubhuku raMarare,…

NEW: Zimbabwe to host Rugby Africa Pool D games

ZIMBABWE will now host the Rugby Africa Pool D matches following cancellation of the tournament in Tunisia owing to an exponential rise in coronavirus cases.

Ziva nezveCovid-19 itsva

Muchaneta Chimuka MHANDO itsva yechirwere cheCovid-19 — inodaidzwa nekuti B.1. 617 — iri kutyirwa kuuya muZimbabwe uye zvinotevera zvimwe zvezvingade kuzivikanwa neveruzhinji pamusoro pechirwere ichi. Covid-19 iyi yakaipisisa zvakadii? Ongororo…

ZVICHANGOITIKA: Mukuru weuto reZNA Edzai Chimonyo ashaya

Columbus Mabika Mukuru wemauto eZimbabwe National Army, Lieutenant-General Edzai Absalom Chakanyuka Chimonyo ashaya. Muchinyorwa chavo chepaTwitter, mutauriri wemutungamuri wenyika (Presidential spokesperson) VaGeorge Charamba vanoti Lt Gen Chimonyo vashaya mushure mekutambura…

NEW: Covid-19 transmissions hit record highs

Close to 2 070 new coronavirus cases have been recorded in the past 24 hours, representing a daily record in transmissions.

JUST IN: Teenage waits for American debut, as club lose

Ricky Zililo, Senior Sports Reporter WARRIORS defender Teenage Hadebe will have to wait longer to make his Major League Soccer (MLS) debut in the United States of America, as he…

×
×