ANOBHUKIRA NYOKA MUHOTERA

MUKADZI wechidiki wekwaRusape akasungwa nemapurisa emuguta reMutare apo akawanikwa akazvibhukira “room” paimwe hotera yeko umo anga achigara nenyoka rerudzi rweshato yakareba mamita 6.

Mukadzi uyu anotsanangura zvaanoshandisa nyoka iyi mubasa rake rekutengesa muviri wake nekutamba njuga.

. Inzwai nyaya izere muKwayedza resvondo rino.

Related Posts

Baba vazvisungirira vaita makunakuna nevanasikana vavo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 50 ekuberekwa wemubhuku raParowa kwaMambo Marange, kwaMutare akawanikwa akafa svondo rapera munyaya inofungirwa kuti akatora upenyu hwake mushure mekunge anetsana nemwanakomana wake uyo aimupomera mhosva…

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *