Mabhawa ovhurwa husiku

Kingstone Mapupu SADUNHU Murape vekuDomboshava, VaTendai Gilbert Mungate, vanoti vari kushushikana nekuda kwevanamuzvinhabhizimisi vane mabhawa avo vari kuvhura kusvika pakati pehusiku uyewo nevamwe vanhu vari kuita mabasa echipfambi vachingomberereka izvo…

Jekiseni ratipa tariro – ZNCC

Ishemunyoro Chingwere VEMABHIZIMISI vari kurumbidza Hurumende nechirongwa chekubaiwa kwevanhu majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19, icho chakatanga nemusi weChina muguta reHarare, vachiti chinopa tariro huru kumakambani akawanda ane mabasa akadzoserwa kumashure nekuuya…

Ropa rave shoma: NBSZ

Tandayi Motsi SANGANO reNational Blood Service Zimbabwe (NBSZ) riri kukumbira vose vanopa ropa kuti vape ropa nechimbi-chimbi zvichitevera kudzikira kwakanyanya kwaraita kwarinochengetwa (blood banks) nekuda kwechirwere cheCovid-19. Mukushi wemashoko kuNBSZ,…

Baiwai jekiseni: Muporofita

Malven Mugadzikwa MUMWE mukuru wechechi yeJohane Masowe kuCentenary anoti chirwere cheCovid-19 hachizi chekuita dambe nacho uye veruzhinji vanofanirwa kugamuchira kubaiwa majekiseni ekudzivirira denda iri sezvo zvakakosha panyaya yekuchengetedza utano neupenyu…

Jekiseni reCovid ratanga kubaiwa

Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiri wenyika Vice President Costantino Chiwenga – avo vanova zvakare gurukota rezveutano nekurerwa kwevana – ndivo vaita munhu wekutanga kubaiwa jekiseni rekudzivirira chirwere cheCovid-19 (vaccine) muZimbabwe iro…

Opa chenjedzo nenziyo

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechidiki ari kusimukira, Mike “Micho Bancho” Saujeni (20) – uyo anorarama nehurema – akabura kambo kanopa chenjedzo kune veruzhinji pamusoro pematambudziko ari kusangana nevanhu vakaremara panguva ino…

Mwana akafira mu’sink’

Kingstone Mapupu MWANA wemakore mashanu ekuberekwa anonzi akatsitsirirwa ndokufa nemudhuri wesink waive wadhirika papurazi reRedan apo panonyanya kuzivikanwa nekunzi Kefalos mumugwagwa weHarare-Marirangwe-Mhondoro, kuBeatrice. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, Inspector Tendai…

‘Tiri kushandira mapurisa’

Kingstone Mapupu VANHU vanotengesa zvinhu zvakasiyana kumusika wemabhazi weMbare, muguta reHarare, vanoti vaneta nekubhadhariswa mari dzechiokomuhomwe nemapurisa ekanzuru yeHarare vachivatorera zvinhu zvavo zvakare. Kwayedza inoita hurukuro nevamwe vevanhu ava avo…

‘Kurwisa Covid-19 zvinoda kushinga’

 Tendai Rupapa MADZIMAI evatungamiriri venyika dzemuAfrica vari kukurudzirwa kuti varambe vachishanda nesimba panyaya yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 icho chiri kukonzera matambudziko makukutu pasi rose. Izvi zvakataurwa nemudzimai wemutungamiriri wenyika First…

Soul Jah Love aitwa gamba

Abel Ndooka MUIMBI weZim-dancehall Soul “Soul Jah Love” Musaka – uyo akashaika nemusi weChipiri – apihwa chiremerera chekuve gamba rehondo (liberation hero). Izvi zvaziviswa naDr Obert Mpofu avo vanova Zanu-PF…

×
×