‘Kurara nechitunha kushinha’
Daphne Machiri NYANZVI munyaya dzezvechivanhu dzinoti kazhinji kacho, munhu anopinda pabonde nechitunha anenge akaromba. Izvi zvinotevera nyaya yemumwe murume wekuMufakose, muHarare, uyo anoti akashereketa pabonde nechitunha chemudzimai wake. Asi hazvireve kuti…
Regai ndireurure . . . mweya wandinetsa…‘ndakarara nechitunha chemukadzi wangu’
Daphne Machiri naMalven Mugadzikwa— MURUME wekuMufakose muHarare, anoti aoneswa moto nemweya wemudzimai wake mushakabvu, izvo zvamumanikidza kureurura kuti akashereketa zvekuenda pabonde nechitunha chemukadzi uyu apo chainge chisati chavigwa makore mashanu…
Andre oda kubva kuChelsea
ANDRE Schurrle anonzi ari kuda chaizvo kubva kuChelsea kuti aende kuWolfsburg, sekutaurwa kwazviri kuitwa nevamwe vanoona nezvenhabvu. Shasha yekuGermany iyi, iyo yakahwina mukombe weWorld Cup gore radarika, yakatengwa neChelsea ichibva…
Akasiya basa
MURAIRIDZI wechikwata chemujaho wekumhanya chenyika yeRussia, Valentin Maslakov, akakanda mapfumo pasi nekusiya zvekutungamirira chikwata ichi apo vatambi vacho vakawanda vakatarisana nemhosva yekushandisa zvinodhaka pakuzvigwinyisa miviri yavo. Zvichitevera
Dzidza zvako mwanasikana
ZIMBABWE iri kushingaira zvakanyanya kusimudzira kodzero dzemwanasikana, zvikuru muchikamu chedzidzo, kuti awane mukana wakaenzana newemwanakomana. Budiriro iyi inoonekwa nehuwandu hwevana vasikana vari kudzidza muzvikoro zvepamusoro zvakaita semakoreji
‘Vabereki siyanai nekunyepa’
Nyasha Mutena MUTEVEDZERI wemukuru wedzidzo mudunhu reHarare, VaValerio Mukova, vari kutsiura vabereki vane tsika yekunyepa kero dzekwavanogara pamwe nekuita chikiribidi apo vanenge vachida kuti vana vavo vawane nzvimbo kuzvikoro zvepamusoro…
Kugadzirira bvunzo
Ticha Danga VANHU vakasvika mudunhu mavange vachitarisirwa vanowana vari kuvatambira vakagadzirira zvose zvingafadza nekubatsira vaya vavari kutambira. Panogadzirwa twokudya twunhapitapi twakaringana kana twokutambisa twemhando yepamusoro. Saka isu tiri kuti mauya…
Zvikoro 7 zvakaparadzwa
Kingstone Mapupu VAMWE vana vezvikoro zvinokwana zvinomwe kudunhu reBuhera South vari kudzidzira panze zvichitevera kuparadzwa kwakaitwa dzimba dzekudzidzira nemvura yaiva nedutu iyo yakanaya nguva pfupi yadarika. Mumiriri wenzvimbo iyi mudare reNational…
John Carver oramba ari kuNewcastle
NEWCASTLE United yakazivisa kuti John Carver acharamba achirairidza chikwata ichi kusvika pachapera mwaka wenhabvu wegore rino. Carver (50) ari kuedza nepaanogona kuti ahwine mutambo wake wekutanga ari murairirdzi wechikwata ichi…
‘Kurimwa kwechibage ngakutsigirwe’
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kutengesa chibage chayo nemari iri pamusoro kana zvichienzaniswa nemisika yekune dzimwe nyika zvisinei nekuti budiriro yechirimwa ichi kuvarimi vemuno iri kuramba iri pasi, nyanzvi dzinoona nezvekurima…











