Kutamba mukati medutu
Catherine Murombedzi Kurarama Neutachiona hwe HIV (Chikamu chechipiri) SEKUVIMBISA kwandakaita svondo rakapera nhasi tinonzwa mashoko ekusimbisana kubva kumukomana
Vakuru vedzidzo vatsva muHarare neManicaland
MATUNHU anoti reHarare Metropolitan Province nereManicaland Province ava nevakuru vedzidzo vatsva. VaChristopher Chamunorwa Kateera, avo vange vari scientific reseacher kubazi redzidzo yepamusoro, sainzi
Hama dzondiramba: Amai vedumbu
MUDZIMAI uye wekuNorton, uyo ange ava nemakore matatu dumbu rake rakazvimba sezvinonzi ane pamuviri ndokuzovhiiwa pachena kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital, ari kutenda Kwayedza nechipatara ichi izvo
Akafa achirutsa nyoka . . . ‘Chechi yaange opinda hainzwisisike’
PAKAITIKA mashura pane rimwe purazi riri kuNorton mazuva mashoma achangodarika apo mumwe mukomana wechidiki anonzi akafa mushure mekurutsa zvinhu zvinonzi dzaiva nyoka mhenyu 4.
Chikwambo chine tsamba patawindi . . . ‘Portia uri mukadzi wedu, tichapedzerana gore rino’
VAGARI vekuEngineering, kuHighfield muHarare, vakapera mate mukanwa mangwanani emusi weMuvhuro svondo rino apo vakafumoona chinhu chinonzi chikwambo pachivanze cheimwe imba icho padivi pacho pakange
Chibage ava n’anga
‘Ndakatanga Mashakada achiri mupenyu’ ‘Baba vanosvikirwa kana vagumburiswa’
Maonero Edu – Zvidhoma: Zvimwe ndezvekunyeberwa
SVONDO rino tine dzimwe nyaya mbiri idzo dzinogona kunge dziine chekuita nekushandiswa kwemishonga yakaipa, nyaya dzekuromba.
Mabasa akafadza nengano
HAPAIDANWA anonzwa paAlliance Francaise muHarare nguva pfupi yadarika apo paipakurwa ngano dzinokodza moyo nemunyori achivazve nyanduri ane mukurumbira, Ignatius Mabasa, idzo dzaive nechenjedzo nezvidzidzo
‘Karimbo itsinga inobata rurimi’
MUMWE mazvikokota panyaya dzechivanhu anoti dambudziko rekarimbo rinowanikwa kuvanhu nekumhuka, izvo zvinoita kuti pave nedambudziko rekudya zvakanaka pamwe nekutaura.
Inyaya iri kutaurwa: Amai vemunhu
AMAI vemwana anonzi akafa achirutsa nyoka kupurazi riri kuNorton vakaramba kuti ndiwo mafiro akaita mukomana uyu vachiti akarwara nemalaria ndokutemwa nemusoro zvakanyanya dakara ashaika.








