Docket rezvidhoma: Pamba paGogo pakaonekwa zinyoka
Muporofita akatambidzwa mari Chembere ‘yakabviswa zvipotswa’ Mbuya vachiri kuoneswa moto
Akamitisa mwana wechikoro, akazvuzvurudziwa kudare
MUSIKANA wekupihwa pamuviri achiri pachikoro izvo zvakaita kuti asiire fundo panzira, akaenda kudare achida kuti baba vemwana uyu vamuriritire sezvo ave kuenderera mberi nedzidzo yake.
George anoonana naMai Chimanga
CHITSAUKO 14 (Ongororo: Enderero mberi) Tinoona enzaniso dzichishandiswa kurunga mutauro. Mai Chimanga apo vainge vachifungisisa nezvaGeorge
Mushandi weuz akazvisungirira
MUSHANDI weUniversity of Zimbabwe ane makore 29 okuberekwa akanozvisungirira panzvimbo yainamatirwa nemapositori anotungamirirwa naIshmael “Madzibaba Ishamel” Chokurongerwa kuBudiriro, muHarare, mushure
Revai aitowana hushe atanga ambotambura
CHITSAUKO 8 (Ongororo: Enderero mberi) Patinoverenga paPeji 82, panoti “Zvisinei ndichayedza sekushandisa kwandakaita njere dzangu ndikakunda”
Courage ofemeswa nemudzimai
Arnold Kaseke ZITA rekuti Courage, iro rinoreva kuve nehushingi, rakashaya basa kune mumwe murume uyo anoti aigara achirohwa kusvikira adzingwa pamba nemukadzi wake.
‘Vakadzi ndivo vandiwandira’
Yvonne Chipato SAIMBA wekuchema-chema mudare achiti haakwanise kubvisa mari yemendenenzi yaidiwa nemukadzi wake sezvo aine madzimai akawanda akadzokera kumba musoro umire apo akanzi anofanira kubvisa mari
Muporofita onzi ndiye akakonzeresa rufu
PANE muporofita wechikadzi akasungwa nemapurisa ekwaMurambinda, kuBuhera, achipomerwa mhosva yekukonzera rufu rwemwana uyo akafa apo aimubvisa karimbo.
Zvava kutonyanya, zvoitira tsvina mumapoto
CHEMBERE yekuMsasa, muHarare yekuvhurisira zvainoti zvidhoma docket kumapurisa inoti haisisina rugare zvichitevera kubuda kwakaitwa nyaya iyi muKwayedza sezvo zvinhu izvi zvamuka chibhebhenenga zvipfumbura
Zim yakahwinha sirivha, bhuronzi kusa
CHIKWATA cheZimbabwe Karate Union icho chaive kuSouth Africa svondo radarika kumutambo weIKO Kyokushinkaikan Matsushima Group World Karate Tournament chakakwanisa kuhwina


