Mazita anodudzira huwandu hwezvinhu

Ticha Danga CHISHONA mutauro wakapfuma chose uyo unoburitsa hutsanzi hwemunhu namashoko. Mashoko mazhinji emuchiShona anodudza zvinhu zvakajeka kwazvo zvichienderana nekugona kwacho kudunhurira.

‘Vanhukadzi musimboti wemisha’

MADZIMAI anokurudzirwa kuchengetedza hutsanana hwemhuri dzavo mudzimba pamwe nekuita mabasa emawoko, izvo zvinoita kuti vave nepundutso muupenyu.

Kurima musimboti weZim-Asset

CHIRONGWA chekuvandudza upfumi hwenyika cheZimbabwe Agenda for Sustainable Socio-Economic Transformation (Zim-Asset) chinokoshesa kuwaniwakwa kwezvekudya kune utano munyika semusimboti

Tinoda zvimwe zvikoro: Mavima

Tandayi Motsi ZVAKAKOSHA kuti mapoka akasiyana pamwe nemakambani akazvimirira abatane neHurumende mukusimudzira dzidzo, zvikuru panyaya yezvivakwa, mutevedzeri wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari,

Maticha matsva 942

VADZIDZI vanosvika 942 svondo rapera vakapihwa zvitupa zvekupedza zvidzidzo zvavo zvehurairidzi paSeke Teacher’s College, kuChitungwiza.

Madhigirii ezou anoita: Gandawa

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kwemichina, Dr Godfrey Gandawa, vanoti madhigiri ose anodzidziswa kuburikidza neZimbabwe Open University anocherechedzwa nebazi ravo uye

‘Ngwarirai chirwere chechitosi’

VARIMI vanochengeta huku dzenyama vanokurudzirwa kuti vangwarire zvirwere zvakaita sechitosi (coccidiosis) icho chinokanganisa kukura hwehuku zvakanaka uye chichiita kuti dzimwe dzife kana chikasadzivirirwa pachine

Shaya odzora ndangariro

SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu apo yaitambira Dynamos ‘DeMbare’, George Shaya, anoti nhabvu yemazuva ano yasiyana zvikuru nakare apo vaive nechido chekuumba mazita avo nekuti zvikwata zvavo zvihwine

Akaponda sekuru achiti zinyoka

KWASHE Nyashanu, kuBuhera, kwakaitika mashura padunhu. Kune mukomana achiri kupinda chikoro weko uyo atarisana nemhosva yekuponda imwe harahwa apo iye anoti aiona seairova zinyoka, pashure ndokuzoonekwa kuti

‘Mukadzi wangu ndiJudhasi’

Arnold Kaseke PANE murume anoti mudzimai wake ndi”Judhasi” wechikadzi chaiye apo ari kumupomera mhosva yekubvumidza vana vavo kuona mafirimu ezvinyadzi pamwe nekuenda kubhawa pamadiro.

×
×