Kubvongodza muto kuseva kweakaguta
SVONDO rino tinonokora tsoka dzakati kuti toururutsa kuti tione zvakavanzika. Handaiziva kuti basa rokuve sachigaro weSadc rinotanga namanyama amire nerongo kudaro. Pasina mwedzi, mutungamiri weLesotho,
Vorwira nhaka yevabereki vakafa
CHIREVO chinoti, “Pfuma yenhaka inoparadzanisa hukama” chakazadziswa zvichitevera nyaya yemukoma nemunin’na avo vanogara vakabatana huruweki vachirwrira mabhizimisi evabereki vavo izvo zvakazoita kuti
Anoda mari ye‘airtime’ pamendenenzi
MUKADZI wekutizwa nemurume achisiiwa nemwana akazoenda kudare achida mari yemendenenzi inosanganisira ye“airtime”.
Akadhudhudzira wemakonzo aporofitwa kubhinya mwana
Saimba wekumindamirefu yeSunnyside Central, kuNyabira, anonzi akazviuraya mushure mekunge nyaya yekubata chibharo kwaaiita mwanasikana wake ane makore 14 yaporofitwa kumasowe.
Tiri kusimudzira dzidzo: Dokora
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Cde Lazarus Dokora, vanoti Hurumende iri kushanda nesimba mukusimbaradza chikamu chedzidzo izvo zvaona Zimbabwe ichienda pamusoro muAfrica yose mukuva nevanhu
Nyanzvi dzesainzi dziri kusangana
BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi pamwe nekusimudzirwa kwemichina svondo rino riri kuita gungano rekuratidza hunyazvi hwezvigadzirwa zvesainzi kuburikidza netsvakirudzo yakadzama – Research and Intellectual Expo –
Madzimai dzave shasha pakurima
VAKAYARUKA nguva yatakakura kusati kwave nema “lunch box” anoendwa nawo kuzvikoro vanoziva kuti chikafu chaiendwa nacho kuchikoro chaienderana nokuti muri mumwaka upi.
Iniesta otadza kutamba nekuda kwekukuvara
ANDRES Iniesta haasi kuzokwanisa kutambira nyika yake Spain svondo rino mumutambo yayo neFrance neMacedonia zvichitevera kukuvara kwaakaita.
Anorohwa nemukadzi wemukoma
Yvonne Chipato MUCHINDA wekugara achizvakatswa pamadiro nemukadzi wemukoma wake apo wake mukadzi nevana vanenge vakatarisa akazotizira kudare.
Ziva – IBVA WAZIVA
CECIL JOHN RHODES UNOZVIZIVA here kuti mupambepfumi Cecil John Rhodes aive chizvarwa cheBritain, asi akazogara munyika yeSouth Africa? Akanga ari mutungamiri kana kuti prime minister wedunhu rakanga rapambwa nevachena reCape…


